letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de fire emoji (remix) - nutty o, brian jeck & bling 4

Loading...

[verse 1 – bling 4]
hakuna mutsvene apa
mutsvene wacho ndiani
ukuda kundijudga ndiwe ani
handiraramire munhu ini
ko achapinda denga racho ndiani
akuti dira rizare ndiani
iwe dira rizare iwe
(iwe, iwe)
pinza runhare
taimboteerera zvavaitaura tikazoona kuti hazvishande
taimbotambira maridzavaitipa tikazoona kuti hadzikwane
patonaz pacho panoda kuchangamuka
kuvhura ziso
usandivhunza handina nguva yekutsanangura
asi ndoozviripo

[chorus]
fire emojis, fire emojis
ichi chizimbe, ichi chizimbe
mandigumha mandipa chitsvambe
chandinaka ndazoona ndangobaya katwo
fire emojis, fire emojis
ichi chizimbe, ichi chizimbe
mandigumha mandipa chitsvambe
chandinaka ndazoona ndangobaya katwo
[verse 2 – voltz jt]
yaa jt waita pressure nesu
waakuda kuputika fuse (chete)
waita hondo nesu
waakuda kubuda panews (chete)
panetucomfafa tun0bata warova booze
but usazviite chisamson uchiziva hauna vhudzi
vafanha vechi-town isusu tajaira chipowеr-power
pfura nekuno uku mashows edu ifirе-fire
hanzi mahumbe fellow, same time magun volster
vanenge vachitoda fire

[verse 3 – kikky badass]
ah vakada kundipisa ndongodziya uri moto kana braai, stand
stand no chance
dai masaver manotenga ma, stands
ndinemabox ema- but it’s not –
havandione coz life is blind


ivo vepatwitter couldn’t handle me
i had the hashtag emoji that –
– so forget about me
handina mahater i follow me
just a bunch of people that wish they were me
so
[chorus]
fire emojis, fire emojis
ichi chizimbe, ichi chizimbe
mandigumha mandipa chitsvambe
chandinaka ndazoona ndangobaya katwo
fire emojis, fire emojis
ichi chizimbe, ichi chizimbe
mandigumha mandipa chitsvambe
chandinaka ndazoona ndangobaya katwo

[verse 4 – holy ten]

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...