letra de mwanangu - zimchild
(intro)
zimchild again yeahhh (boss tindo)
yeah yeah yeah yeah
yeah yeah yeah yeah yeah yeah
(verse)
hazviite kuseka vane nzara
hauzivi zvinoitika mangwana
kune chinu chinonzi karma
saka usaseke vasina pekurara
(chorus)
mwanangu mwanangu usacheme nekuti zvichanaka
mwanangu mwanangu only the most high knows his plans
mwanangu mwanangu (zvichaita)
mwanangu mwananguuuu
(verse)
vanovenga variko asi mwari variko
zvichanaka one day nekuti imi muriko
ndozviziva yes mi know
kuti ndimi mambo (oh-ohh)
average shoes pon der feet
yh mi know the struggle yes mi know how it be (yo-yo)
so mi haffi tark to di most high ndichingoti chengetai vane nhamo-o
(chorus)
mwanangu mwanangu usacheme nekuti zvichanaka
mwanangu mwanangu only the most high knows his plans
mwanangu mwanangu (zvichaita)
mwanangu mwananguuuu
(verse)
zvinotora nguva asi zvichazoita
mwari vanotungamira
saka usachema mwanaaa
zvakafanana kutexta usina nyaya
ndizvo zvandisingadi zvekutambisa nguva
time is money nguva haisi mahara
saka nyatsoterera ndikuudze mwana
(chorus)
mwanangu mwanangu usacheme nekuti zvichanaka
mwanangu mwanangu only the most high knows his plans
mwanangu mwanangu (zvichaita)
mwanangu mwananguuuu
letras aleatórias
- grupo marca registrada luis r conriquez › letra de puro campeón - grupo marca registrada & luis r conriquez
- lebdes › letra de стиль (style) - lebdes
- the new very welcome › letra de the newfound interest in connecticut - the new & very welcome
- lonely juan › letra de banned - lønely juan
- lahmeeday › letra de new decade - lahmeeday
- kijin › letra de они любят (they love) - kijin
- woo 우원재 › letra de 우리 (our) - woo (우원재)
- walt disney records › letra de conto de fadas (desejo) - walt disney records
- will morris › letra de peace - will morris
- wykax › letra de mashup - wykax