letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de mhuri - yxngmalish

Loading...

chorus yxngmalish

kana ndishanda ndoshandira
mhuri yangu
kana ndichitsvaga ndotsvagira mhuri
kana ndishanda ndoshandira
mhuri yangu

verse 1 raz
mama varikuda weave
mwana akuda fees
mumwe akuchemera pizza mumba hamuna peace
lendaz akuknocker knocker ndatopinda busy
pakadai hapana hope ndoshanda sezizi
pakuda plan hapana hapana mhuri ingadye nei
i work hard coz i can’t stand to see my kids in pain
ndoita this ndoita that ndofaisa madhiri
coz pakutoda skiri kuti ndipeye mabhiri
kusvika ndawana rent
vana vachidya nenyama kwete nemaveg
hazvina basa ndichashanda ndiwane macents
usamire driver kombi rova mota hende

chorus yxngmalish
kana ndishanda ndoshandira
mhuri yangu
kana ndichitsvaga ndotsvagira mhuri
kana ndishanda ndoshandira
mhuri yangu
verse 2 raz
ndamuka na4 ndarara na2 ndabuda na5 ndadzoka na10
k-muka kuseni kurara kuseni kushanda shanda chete
i gotta take care of my kids i’m the ground they’re my seeds
i wipe my sweat hakuna ndaneta shanda shanda chete
my life izere dust
ndokwesha neziwire brush ndopukuta seglass
i’ll not be stressed kuita madrugs kuita kunge brenda fassie
pauchanditsvaga uchandishaya ndendarova pasi
ngazvimeke sense
ndomhanyisa mazhet faster
coz dhimoni renzara mumba mangu ndoricaster
ini handibire munhu ndakadzidziswa napastor
mwari van0blesser pandosweater vondiresta pandostresser

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...