letra de fire emoji remix - wyee muzz
mix
muz got nothing to loose
(chorus)
[leo magozz]
(verse 1) [wyee muzz]
wy
major terro
vanhu ava mamero haazi edu mafero
vanhu ava magero vanofamba vachitaura zero
haikona kutyisa
haikona kundipisa
haikona kund___rwisa
eh ndikupisa
eh ndirikugwinha
eh dhabuka
tisu tocchivharisa pa chitown
tisu tinochivharisa pa every town
tisu ma kings w-ngu tipe crown
seke to zengeza hobho vakutizeza
ndiri clen w-ngu ndinogeza
fresh clean w-ngu ndinogeza
(chorus) [leo magozz]
(verse 2) [wwyee muzz]
ndirikupisa moto
hot lava
hot plate
gehena
haikona kundibata nenjira haikona kundidira mvura unotsva
lemme tell you something____son____
ndokupisa ndokusiya une ma sun burn
rate me 10 out 10
ana ben 10
i’m 5 star
shinning star
tarisa k-musoro soro ikoko ana msoro bhangu
ehe ndinodziya msoro
munhu mkuru_____nditori munhu mukuru___
iwe utori chizukuru___ndiri chisekuru__w-ngu ehe tateguru
pamimhanzi ndato bhuru muri ana mhuru
pakuimba handimire kunge d#### rasekuru
(chorus) [leo magozz]
fire emoji remix freestyle by wyee muzz
special thanks to leo magozz (hit maker)
letras aleatórias
- kerman › letra de come home - kerman
- satine walle fra › letra de un quart d'heure - satine wallé (fra)
- kobi aflalo קובי אפללו › letra de en li davar acher - אין לי דבר אחר - kobi aflalo - קובי אפללו
- j9ueve › letra de we don't talk anymore (unrealased) - j9ueve
- havoc199 › letra de layne has a fridge - havoc199
- buyster › letra de улыбка боли intro (smile of pain intro) - buyster
- mandoors › letra de semestinya - mandoors
- tyse nett › letra de flawless iii - tyse nett
- justin stone › letra de places - justin stone
- kaden › letra de dread - kaden.