letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de highway code - winky d

Loading...

[intro]
chiextra
chimoko chandiona paposition
paita congestion
mabhebhi tengai highway code
makonzeresa njodzi muroad
pese panopfuura chigafa
oskid

[chorus]
itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi
handisi kubhaiza ini
mabhebhi ari kucrasha pandiri
awona nyasha mandiri
vozevezera gafa is bae
uyo musamufananidze
mabhebhi ari kucrasha pandiri
awona nyasha mandiri

[verse 2]
ndirik-musoro pakuda hill start
vatadza kukwidza makata, g40
zvimoko zvikunzwa kuda
yabva yaita kunge tea party
ndabva ndazvimisa, stop sign
muri k-mhanya, spot fine
haukwanise kutedzera speed limit ndok-mhangarira k-maofficer ini
pano haupinde easy ndenge madrum
ndakawandirwa haukwane kana pachiraum
ndozviziva une crash panegafa
usashandise mafeelings, keep calm

[bridge]
saka yangova biggie woye
kwese vakuti hatidi naye (hatidi naye)
yangova biggie woye
vari kungoti hatidi naye (hatidi naye)

[chorus]
itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi handisi kubhaiza ini
mabhebhi ari kucrasha pandiri
awona nyasha mandiri
vozevezera gafa is bae
uyo musamufananidze
mabhebhi ari kucrasha pandiri
awona nyasha mandiri

[verse 2]
bhebhi unenge uri learner
pane gafa hapasi easy kunzi wapakena
haundikonhese ndokutemba kuchena
panoda licence cl-ss 1 [?]
zvimoko zvonditeera ndichibva kudheni
zvandimirira kubva na3 makseni
pane two twandapesana natwo
twandiona ndokubva twarova 3 point turn
turi kunditaimira but pabuda nothing
turi kunditeera ndapinda muparking
mapakiro acho andichaita haatisanganise iparallel parking

[bridge]
saka yangova biggie woye
kwese vakuti hatidi naye (hatidi naye)
yangova biggie woye
vari kungoti hatidi naye (hatidi naye)

[chorus]
itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi handisi kubhaiza ini
mabhebhi ari kucrasha pandiri
awona nyasha mandiri
vozevezera gafa is bae
uyo musamufananidze
mabhebhi ari kucrasha pandiri
awona nyasha mandiri
mabhebhi ari kucrasha pandiri
awona nyasha mandiri
vozevezera gafa is bae
uyo musamufananidze
mabhebhi ari kucrasha pandiri
awona nyasha mandiri

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...