letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de dreams - winky d

Loading...

(look again, ndabaya kunge knife
sazuckerberg, ndipeyi zvima likes)
jah know
yow, oskid
gafa tings
yow, saintfloew let’s go

ndine madreams nemadreams emulife
handimbokwata, ndichangozviita fanike nike
look again, ndabaya kunge knife
sazuckerberg, ndipeyi zvima likes
ndongoita win win win, zvima likes
ndongoita win win (gimme, gimme), ndipeyi zvima likes
ndongoita win win win, zvima likes (mmmh)
ndongoita win win, wizo ndipeyi zvima likes
ndine kadream karikuda kusimbiswa paakuda gym
ndakuita ndega handichada kuitiswa – kunaka jim
corruption tichaichipisa, ichanaka zim
maghetto youths achizanganisa magreen
handimbokwata, ndine mab-lls hobho sesnooker
mulife, ndine magoals hobho, ndendichisuka
ndiripahasha ndrikupupuma kunge chisuper
sеchigafa ndozvishandira, ndodonha juluka
ndowinner kunga ndocoachwa naguardiola
ndobanda manyemwe, skiri yamusati mamboona
mahatеrs obva andimaka kushower ndagona
ndobva ndapinda mansion ndichibva pacorner

ndine madreams nemadreams emulife
handimbokwata, ndichangozviita fanike nike
look again, ndabaya kunge knife
sazuckerberg, ndipeyi zvima likes
ndongoita win win win, zvima likes
ndongoita win win, ndipeyi zvima likes
ndongoita win win win
ndongoita win win, wizo ndipeyi zvima likes

best bagged dreams, league haringapere overnight
hanzi t.g pisa gunner mupfana number 9
jahman feel free
‘skid ndioskid, 808
ndakafencwa nemabiggerz, kanté holder number 8
ooh, in the air kunge face mask
if you trespass, dem bredda vari viscious
i hope you disguise ’cause hapana discuss
ooh sha, gunda riri different
marumours ese ekuti artist; sk!llibeng!, skiri thing
nemadm ingori ‘callering’, let it ring
double tapper, checker britta zimbo queen
(double tapper, checker britta zimbo queen)
ndine madreams nemadreams emulife
handimbokwata, ndichangozviita fanike nike
look again, ndabaya kunge knife
sazuckerberg, ndipeyi zvima likes
ndongoita win win win, zvima likes
ndongoita win win (gimme, gimme), ndipeyi zvima likes
ndongoita win win win, zvima likes (mmmh)
ndongoita win win, wizo ndipeyi zvima likes

ndineka kadream ke a better future for my son
mwana w-ngu ave shumba kunge phatisani
ngaasazo-compare messi nacristiano
number 1 ne 2 ngaazive pane musiyano
mozomu-playera song inoyi andinzwe ndichidaro
asazog-ya kuti murik-muudza ngano
kubva patakazvarwa, madoors akavharwa
saka ngaatsvage pane key, fanike piano
because zvinhu zvakanaka tose tozvidawo
hapana nguva yekutamba fanike chipawo
tiri pandima, ghetto yute rine nharo
but, mulife haubudirire zvekudaro
ndine madreams nemadreams emulife
handimbokwata, ndichangozviita fanike nike
(look again, ndabaya)

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...