letra de bho yangu - winky d
[intro]
kurara kupa mhandu mukana (bho yangu)
oskid
manje pane gafa hapana (bho yangu)
[pre-chorus]
kubva nhasi handichirara
ndiri kuchengetedza bho yangu
uchandisvikira ndakagara
ndiri kurindira bho yangu
varipo hobho vakanditeya
kuda kudonhedza bho yangu
vari kunyangira vari pamweya
kuda kudhiritsa bho yangu
[chorus]
but bho yangu, unode bho yangu
usangoita bho, nebho yangu
bho yangu, unode bho yangu
hakona kuita so, pabho yangu
but bho yangu, unode bho yangu
usangoita bho, nebho yangu
bho yangu, unode bho yangu
hakona kuita so, pabho yangu
[verse 1]
pavachasvika husiku kuda kunyangira
vachasvika gafa rakavagarira
ndaiti inhema ndichivarambira
ndazopepuka zvino ndangwarira
variko vano shereketa
(hava hwine, hava hwine)
muhupenyu wako ngavasa penetrata
(havapinde, havapinde)
handicharara ndavakungo resta
zvese zvavanoroga ndiriku getter
vanoshuwira kuti zvimbondinetsa
but itime yaviri kuwaster
[pre-chorus]
kubva nhasi handichirara
ndiri kuchengetedza bho yangu
uchandisvikira ndakagara
ndiri kurindira bho yangu
varipo hobho vakanditeya
kuda kudonhedza bho yangu
vari kunyangira vari pamweya
kuda kudhiritsa bho yangu
[chorus]
but bho yangu, unode bho yangu
usangoita bho, nebho yangu
bho yangu, unode bho yangu
hakona kuita so, pabho yangu
but bho yangu, unode bho yangu
usangoita bho, nebho yangu
bho yangu, unode bho yangu
hakona kuita so, pabho yangu
[verse 2]
kukotsira kunokoka matsotsi
ukangorara chete havapotsi
vanokutryisa ufunga kuti
zvimwe washandisirwa muti-i
vanokupazira door remba
ozopepuka bho yaenda
unosara wodemba
but pafair bho yaenda
handichafuga gumbeze kurota zviroto
ndakurifuga kuoneswa zvimoto
zvavari kuronga varikoko
ndakazvioneswa saka bhasopo
[pre-chorus]
kubva nhasi handichirara
ndiri kuchengetedza bho yangu
uchandisvikira ndakagara
ndiri kurindira bho yangu
varipo hobho vakanditeya
kuda kudonhedza bho yangu
vari kunyangira vari pamweya
kuda kudhiritsa bho yangu
[chorus]
but bho yangu, unode bho yangu
usangoita bho, nebho yangu
bho yangu, unode bho yangu
hakona kuita so, pabho yangu
but bho yangu, unode bho yangu
usangoita bho, nebho yangu
bho yangu, unode bho yangu
hakona kuita so, pabho yangu
letras aleatórias
- tre › letra de rom cola - tre
- kvlr soul › letra de other side - kvlr soul
- fundz us › letra de dead to me - fundz (us)
- blazindaniel › letra de dramaclub - blazin'daniel
- ajnadontsleep › letra de olympien - ajnadontsleep
- rxmin2 › letra de buttburnzz - rxmin2
- wikus botma › letra de bittersoet - wikus botma
- rickshaw billies burger patrol › letra de born to lose - rickshaw billie's burger patrol
- trevor canon › letra de god said - trevor canon
- 2 of the crew › letra de stank tramps - 2 of the crew