letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de kure - voltz jt

Loading...

salsa records, mira
ndichanyora book, uchapinda every chapter
kana uripo zvine basa, hazvina basa
ay yo, galis kush in it, this is voltz jt

ndikakuona ndinofara ufunge, handichada kutsvaga mumwe
ndikakushaiwa ndinoita kunge, pfungwa dzangu dzinoenda kure
ndikakuona ndinofara ufunge, handichada kutsvaga mumwe
ndikakushaiwa ndinoita kunge, pfungwa dzangu dzinoenda kure

usafunge nema-views evamwe, funga nema-views ako (views ako)
vachakuti siyana nazvo, usasiyane nazvo
vachakuti siyana neni, usasiyane neni
vakauya mushure mangu, vati siyanei neni
handisi type ino-louder zvana bae nana boo
but zvikanzi mrs w-ngu, wakutoziya kuti it’s you
zvikanzi ndafira munhu, wakutoziya kuti it’s you
everything cool, one, two, one, two
kana ndikakuona ndinofara ufunge, handichada kutsvaga mumwe
ndikakushaiwa ndinoita kunge, pfungwa dzangu dzinoenda kure
ndikakuona ndinofara ufunge, handichada kutsvaga mumwе
ndikakushaiwa ndinoita kunge, pfungwa dzangu dzinoenda kure
dzinoеnda kure (ndenge ndichitoda kukuona)
dzinoenda kure (ndenge ndichitoda kukuona) kure
(kure iwe iwe, pfungwa dzangu)
dzinoenda kure (ndenge ndichitoda kukuona)
dzinoenda kure (ndenge ndichitoda kukuona) kure

(pfungwa dzangu, baby pfungwa dzangu) yeah
ay, ndichingokuona ndinoshaya kuti ndapindwa nei? (pindwa nei?)
ndisina nyaya unongondi-tipper kuti, “waswera sei?” (waswera sei?)
usati wamuka uchaona text, “wamuka sei?”
iwewe uripi, ‘dakuziva kuti ndosvika sei?
bvunza boys rangu, dai waiziva kuti ndokutaura sei (kukutaura)
ndiine nzara, ndinoshaya kuti ndaguta nei
ma-big boys achikutsoma, ndombotemba nei?
but hatibudi mu-race
zvisinei, ndikakuona ndine hasha, dzinogasa (gasa)
kukufunga 9 to 5 uri basa
handina kana ex wandichiri kuda, havana basa
kana uripo, zvine basa hazvina basa
ukandisiya ndoenda ku-church kana musango kuno faster (ku-faster)
unondiwana ndakazara nema pastor
ndichanyora book, uchapinda every chapter
kana uripo zvine basa, hazvina basa

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...