letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de howfar - voltz jt

Loading...

[voltz jt]
how far, how far, how far
are you willing to go kuti masinhi afambe
kuti madhiri abaye
how far, how far, how far
are you willing to go kuti madhiri anzi bho
fire man don’t be slow
cause hapana later kana chi time time

cause maplan anenge ari five five
pasina deal ingori bye bye
pasina deal ingori bye bye
hapana later kana chi time time
cause maplan anenge ari five five
senda maitem ndiri pawifi
senda maitem ndiri pawifi
[verse]
i used to sleep na4 ndomuka na5
kuti masinhi afambe kuti madhiri afaye
i used to walk netsoka 10k
ini ndodzoka 10k
wait, mira i same day

time time aitozoramba kufaya madhiri acho
but isusu tiri team renharo
team rekuti ukapfuura you can feel
kuti mageez apfuura nepano

ndaona text, haasi masting w-ngu
udza kafish iflaye
w-ngu, w-ngu, w-ngu
hona kana bhebhi wandinaye

i used to call her ari makseni
then maskati, then manheru
kuti madhiri afaye
kuti ndipinde, iwewe urikuseka

[chorus]
how far, how far, how far
are you willing to go
kuti masinhi afaye
kuti madhiri abaye
how far, how far, how far
are you willing to go, kuti madhiri anzi bho
fire man don’t be slow
cause hapana later kana chi time time

cause maplan anenge ari five five
pasina deal ingori bye bye
pasina deal ingori bye bye
hapana later kana chi time time

cause maplan anenge ari five five
senda maitem ndiri pawifi
senda maitem ndiri pawifi

[holy ten]
takabva kudhara tinana sean
kuchikoro taicleaner madorm
taibira vaibika mascones
taikika madoor
taigara nerekeni
four years later zvaizvezvi tiri patour
tiri kubaya kugerman
can i get an amen
hanzi leader wemayouth
vane ka oomph, vane ka oomph
but hatizive kuti kanowanikwa kupi
kan0bva kupi, kan0bva kupiko
ndobva harare kwatinotongwa negarwe
patinohodha k-mbare
zvatinohodha hazvitaurwe
zvatinohodha zvizhinji
usandipe mood, usandipe ziso, tora mabhisvo
kana maziso ako ari red rova mabhingo
[chorus]
how far, how far, how far
are you willing to go
kuti masinhi afaye
kuti madhiri abaye
how far, how far, how far
are you willing to go, kuti madhiri anzi bho
fire man don’t be slow
cause hapana later kana chi time time

cause maplan anenge ari five five
pasina deal ingori bye bye
pasina deal ingori bye bye
hapana later kana chi time time
cause maplan anenge ari five five
senda maitem ndiri pawifi
senda maitem ndiri pawifi

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...