letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de tonderai - tony lyas

Loading...

intro:

unosvika chete
ramba kudzokera k-mashure ita “kwete”
famba zvine mutsindo, bhora mberi usanete
usateerere vaya vanokuudza kuti “hazviite”
hande tonderai

verse 1:

ndiwe wandinowona ndika tarisa pa mirror
ndokuwona every time uchingo shingirira
trying this & that uchiti zvichakuitira
but i wanna tell you, one day zvinhu zvichakufaira (faira)
keep on trying kusvika wa budirira
ndozviwona life sometimes haimbo kufambira
asi ndiwe wega wandinoziva ane staira
saka terera zvose zvandiri kuda kukuraira
oh
you gonna make it thou
poverty ita “no”
effort isa more
zvinhu zvichaita bho
vavengi vachamira ho
one day wazviitawo
saka please tonderai usarase tariro
nekuti, pane chipo chako
ipapo ndipo pane simba rako
pane simba rako ndipo pane future yako
saka shanda uchiziva zvaunoda mu hupenyu hwako (hwako)

chorus:

one, two step, unosvika chete
ramba kudzokera k-mashure ita “kwete”
famba zvine mutsindo, bhora mberi usanete
usateerere vaya vanokuudza kuti “hazviite”

hande tonderai
hande tonderai

eish!

verse 2:

se munhu asina chinhu
haudiwe ne wese munhu
shanda zvako ugoita zvako zvi svinhu
ugonyadzisa vaya vanokuitira chi finhu
usaswere uri pa mushana fanika dzvinyu
kushingirira ndo zvinotoda hupenyu
don’t ever give up as long as uri mupenyu
hupenyu hwacho kunenge kutamba chi gumu
kuti zvi teste wotofana kuto runga munyu
you gonna make it, believe me, shinga
hazvina basa chero varipo vano traya kuku pinga
iwewe chingo ramba wakashinga se muchinda
wovhura ziso rako k-mberi kwaunoenda
wocherechedza nzira dzese dzauchapinda
vanoku venga nhasi asi mangwana vachaku bigger
zvese zvaunoda jehovah vakazvi viga
ingo shanda, one day jehovah vachakupa

cause

chorus:

one, two step, unosvika chete
ramba kudzokera k-mashure ita “kwete”
famba zvine mutsindo, bhora mberi usanete
usateerere vaya vanokuudza kuti “hazviite”

hande tonderai
hande tonderai

eish!

verse 3:

ndinovimba zvanda taura wazvinzwa
chifamba asi uchenjerere pakuno tsika minzwa
varipo vachaku shora asi ita seusina kunzwa
nekuti ndozvazviri mu hupenyu tino yedzwa (tino yedzwa)
se makwikwi usambo bvuma kukundwa
ramba uchishanda, zvaunoda zvaka vanzwa
wozviisa mumawoko a jehovah mwari, vachakunzwa
usateerere vanhu vese cause vamwe vanoku nyudza

kubva nhasi ndakutanga ku believer
nekuti ndini wacho ane simba reku achiever
i will never give up as long ndichi surviver
semu tyairi we hupenyu hw-ngu ndicha driver
kusvika ndasvika ikoko, nda arriver
handicha vimbe ne munhu ndakungo vimba na jehovah
handicha kwite game iyi cause it’s not yet over
saka ndoti pamberi neni (tonderai) viva

chorus:

one, two step, unosvika chete
ramba kudzokera k-mashure ita “kwete”
famba zvine mutsindo, bhora mberi usanete
usateerere vaya vanokuudza kuti “hazviite”

hande tonderai
hande tonderai

eish!

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...