letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de kenduru - tocky vibes

Loading...

well well well well well
bari bang bang bang bang

vanhu havanga-gare murima
vanhu havanga-gare vasina kuziva kuti

iwewe usagare murima
ende haunga-gare usina kuziva kuti

hona apo pane gomba
apo pane vano deura ropa
chenjera kupingwa kana kudzingwa
nekuda kwechingwa
nhasi wavingwa nezivo
moyo wakachenjera ndiwo unotsvaga zivo

ndandi go round music
telle ngriii
just tune in

saka ndichamira se kenduru
rinozvipisa kuti muwane chiedza henyu
nekudaro handidi menduru
jehovah ndimi ka mugove w-ngu

all angles mad levels
bhora girls neboys
ndasima pamwe handikohwi zuva rikapisa
rakahwa pamwe harigowi kubatwawo na keeper
ndasima pamwe handikohwi ndisisipo
rakahwa pamwe harigowi wakavira kusiko
oh wo wu wo kana neniwo makwikwi
vamwe vanowhina nekubirira
vamwe vanowhina nekuk-mbira vamwe
zvakanaka ndezvipi ndezvipi baba
zvakanaka ndezvipi ndezvipi baba

saka ndichamira se kenduru
rinozvipisa kuti muwane chiedza henyu
nekudaro handidi menduru
jehovah ndimi ka mugove w-ngu

vanhu havanga-gare murima
vanhu havanga-gare vasina kuziva kuti

iwewe usagare murima
ende haunga-gare usina kuziva kuti

hona apo pane gomba
apo pane vano deura ropa
chenjera kupingwa kana kudzingwa
nekuda kwechingwa
nhasi wavingwa nezivo
moyo wakachenjera ndiwo unotsvaga zivo

ndandi go round music
telle ngriii
just tune in
saka ndichamira se kenduru
rinozvipisa kuti muwane chiedza henyu
nekudaro handidi menduru
jehovah ndimi ka mugove w-ngu

all angles mad levels
bhora girls neboys
ndasima pamwe handikohwi zuva rikapisa
rakahwa pamwe harigowi kubatwawo na keeper
ndasima pamwe handikohwi ndisisipo
rakahwa pamwe harigowi wakavira kusiko
oh wo wu wo kana neniwo makwikwi

vamwe vanowhina nekubirira
vamwe vanowhina nekuk-mbira vamwe
zvakanaka ndezvipi ndezvipi baba
zvakanaka ndezvipi ndezvipi baba

saka ndichamira se kenduru
rinozvipisa kuti muwane chiedza henyu
nekudaro handidi menduru
jehovah ndimi ka mugove w-ngu

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...