letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de kumaraini kwangu - ti gonzi

Loading...

[intro: ti gonzi]
aah, aah, aah
(clears throat)
ti gonzi imwe mbeu
ayo bobs [?]
hipu hopu yekughetto

[verse 1: ti gonzi]
k-maraini kw-ngu
ndiko kwandakakurira
unongonzwa maspeaker achitaura nekurira
boys
nhamo imonya redu, hapana anotikurira
k-maraini kw-ngu, boys
t-tori vanhu vari bho, tofungawo haikona kutifungira
boys
k-maraini kw-ngu ndiko kwatinosunga pasina anotisungira
k-maraini kw-ngu, boys
hatiswere muyard, muyard,
maghedhi haana maguards, maguards
newspaper itoilet paper and
gym yedu isimbi ine zvigaba zvecement
k-maraini kw-ngu, boys
makombi haapere kutonaz, chero 3 am monaz
tese tinozivana, ende hat-tane kufambisana ziana

[hook: ti gonzi]
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys
k-maraini kw-ngu

[verse 2: ti gonzi]
areaz rangu
takunzi anabeit, hautishaye pabhiriji
panext door toisirwa nyama mufiriji
boys, areaz rangu
hatimwe beer, beer
tongoda hwahwa nedoro, doro
hakuna maclub nemapub, kune mabhobhi storo
areaz rangu, boys
magetsi aenda, kusina power bhora toonera kubhawa, bhawa
mazuva ano hwahwa hwakunaka, ndiri mudiki ndaifunga hunowawa
boys
matadza geography, munaita steady
t-tori bho, musazoti tiri over-populated

[hook: ti gonzi]
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
boys
k-maraini kw-ngu
bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys

[outro: ti gonzi]
k-maraini kwandinogara kunoda isu takujaira
isu takujaira, isu, isu, isu takujaira
k-maraini kwandinogara kunoda isu takujaira
plus futi hakudi vaya, plus futi hakudi vaya
plus futi hakudi vaya vanoita zvekujaira
hipu hopu yekughetto
ti gonzi imwe mbeu
gore rineri vanopinda busy boys rangu
take five kwak-mberi kwauri uko sha
sa-saka iwewe wakutonzi take six iwewe
bhundu records uri sei?
eyo ohara uri sei?
ti gonzi imwe mbeu
beandollar, skodo, marascal, ohara, swaz beats, [?]
ndine team yangu, boys rangu
[?], eyo max chiyangwa, [?]
boys
hapana apa, hapana, hapana, hapana
vaizviti vakangwara boys iri
last year ndakanetsa ne one song
ko ndakazoita song nehalf, muchaita sei?
muchaita sei?

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...