letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de tiri two - t1 wema1

Loading...

[intro: t1 wema1]
t1 wema1
teamrehab babie
ma1 atanga na t1
ma1 atanga

[hook: anonzi xndr]
wakarova dress-up brand new
got everybody lookin at you
no teamz, no friends, no crew
bhebhi tichifara tiri two zvedu (x2)

[verse 1: t1 wema1]
ngatibude muden tijambire mujagwa
tinange kuclub mukadzi timbospakwa
cash iri tii ma rands nemaobama
ngatiite zvemufirimu kunge vanhu vemudrama
drunk in love kunge beyonce najay z
rudo rwaunondipa rwunondimhanyisa crazy
uchizevezera munzeve kuti ‘daddy’
zvinonyerekedza ma1 kani bhebhi
pfeka ka dress keblack nema tights
vakakuona nhasi vanotanga ma fights
mafesi achiti anoda mskana akaita sewe
mabhebhi achirwira kungoda kufamba newe
(ne ne) newe
ndinovimba newe
yese inoita ndinoita ndiinewe
nasty tricks ndinopinda ndiinewe
chibhodhoro che black ndochirova ndiinewe

[hook: anonzi xndr]

[verse 2: t1 wema1]
ita seunononga uri pa dance floor
matambiro ako hapana ane door
wind and go down zvinotora moyo
pfugama kunge ukutamba tsoro
zunguza muviri mangoma achikwamha
dj tamuudza number chimbopamha
wheeler, wombomira
wozowheeler ndichifeeler
chibata musoro uchikurunga chiuno
wodzoka k-mashure uchiuya nechekuno
k-mba hatiende kuchatouya kuno
chilla hako bhebhi tomboita nezvemuno
ndezvemuno, ndezvemuno
zvese zvawaona wotosiya zviri muno
madrinks achinaya tiri muno
zuva kusvika pakubuda tiri muno

[hook: anonzi xndr]

[verse 3: t1 wema1]
marukaz ondiona ndichifamba ndiine bango
paidamoyo w-ngu kunge tanga wekwa sando
ziso kudzvokora kunge baba jukwa
steady kani mhani hatidi munhu anenge mhuka
doro tichidzvuta
homwe dzakafuta
tisu vanhu vacho vakonzeresa paguta
mhofu yemukono kwete mhofu yemukonyo
ukutsvagei muclub nema jeans ane mupono
ndokusara ndokusara
isu tak-mberi muchingoda zvemahara
kalife kepatown kanotoda vakangwara
smart, pachidhara

[hook: anonzi xndr]

[outro: t1 wema1]
wakarova dress-up brand new
they be lookin at you
coz they ain’t that cool
they be lookin at you
coz they ain’t that cool

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...