letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de ikoko - soul jah love

Loading...

fizo baba zuva, robura zuva (soul, soul, soul, soul, soula jah)
kana ronyura zuva (high definition)
usashande nepressure
pamwe usawanze pressure
kudya chikafu kanechakashisha
inzwa kutaura kwamhiza
kana tavakutsvaga mashizha
inenge yasvika nguva yezhizha
tobata payepasvinogozha
saka uchionatouya takakwesha tisina hukasha
ende, usakakise mbariro patsuro, kudya sadza futi ranezuro
wobva wada kuibata huro
iwe tanga waipinza muforo, attack, kunyangwe paine mashark hakuna chinonzi kurarama neraki
inzwa inini wobvawaibaka khaki
saka ziva paunenge wabudira nepaunenge watangira
inini , ini ndauya ndokuyambira, inza ndati

chorus
nyangwe zuva rikabuda nekoko
richinonovira nekoko (nekoko), mwedzi uchin0buda madeko hatimire kusvipa mashoko (hatimire, hatimire) x 2
(chiba)

nekuti nyangwe zvikaoma sei (usamire, usamire)
usamire kutsvaga ndai
pamamonya ipapo
matsaga tsaga vakutomira pamaguy
nyangwе zvikanzi chitai tai
apa iwe uchinge hwai but wavati goodbye
wakananga iko kudubai
watova burdеni
nyangwe nekune mahedheni
wasiya wavapinza heaveni
inzwa inini ahhh sosedhini
varatidze unonyutura
matsaga, vamwe vachihukura (vachihukura)
vese uchivabutsura (uchibutsura)
kangoma kaye kavakutura
iwe uchisetter pace, nekuti uridhonza murace
chipatani icho chauya chiri worse
aiwa, vamwe vese vama nurse
chorus:
nyangwe zuva rikabuda nekoko
richinonovira nekoko (nekoko), mwedzi uchin0buda madeko hatimire kusvipa mashoko (hatimire, hatimire) x 2
(chiba) x2

bridge:
ikoko pamamonya ipapo
ikoko ndenge ndirikoo, pamamonya ipapo

ndakatizirwa ka, wasvikira ikoko (ikoko)
padoko padoko (padoko padoko)
wasvipira washoko
varatidze kuti unogwesha
hauna nguva yekugwesha
nyangwe vamwe vakawanza hasha
ndomabatiro eshasha
isoftaz
inzwa ini kari gravy
yangwe pari pasemi levy
television ting ndezve mumovie
chava chi episode
vouya vakarova ka dressi kodi
hatikuda vediscordi
pano pane barcardi
inzwa inini chibaba pane cardi
tinogona kungoswiper
mawhatsapp ahh vari kutyper
chiskiri chedu chatiriku hyper
hona rody rody napiper
chorus:
nyangwe zuva rikabuda nekoko
richinonovira nekoko (nekoko), mwedzi uchin0buda madeko hatimire kusvipa mashoko (hatimire, hatimire)
(chiba) x 2

ikoko pamamonya ipapo
ikoko ndenge ndirikoo, pamamonya k-musoro ikoko
ikoko ndikoko ikoko

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...