letra de silas mavende - saint floew
[intro]
ndikati rugare mujoma (ndinenge ndamwa tea tea tea)
ko zita ndonzi silas
samanyanga sounds like, samanyanga sounds like e
nah one of de-e-e-m, eh
[verse 1]
ko zita ndonzi silas mavende
ndenge ndri ndega ndichikaka tende
kana mangondiona mongondisiya ndiende
sorry zvenyu kungodhakwa chete
ndaona zitsoka rake riri panze, anga achitambira pachivanze
amai mwana wenyu ndewe mastanze, maybe kugona kunoita aganze
[chorus]
saka ndati rugare mujoma, rugare kwamuri)
mmh-hmm, ko zvamatodzoka? tauya pano tikanoumba mhuri
saka ndati rugare mujoma, rugare kwamuri)
mmh-hmm, ko zvamatodzoka? mauya pano tikanoumba mhuri
zita ndonzi silas, silas, silas mavende
zita ndonzi silas, silas, silas mavende
zita ndonzi silas mavende
ndenge ndiri ndega ndichikaka tende
kana mangondiona mongosiyiwo ndiende
sorry zvenyu kungodhakwa chete
[verse 2]
saka rugare mu-jahman, dzikai tinamate
dhonzai tisangane pakati penhandare
tiripo kuungana ndoraudo
kana machisunga ndipei moto
kana mavak-mwa kombai choto
tuma ripi dandaka ndotsotso (ndotsotso)
ndikati rugare mujoma
[chorus]
saka ndati rugare mujoma, rugare kwamuri
mmh-hmm, ko zvamatodzoka? mauya pano tikanoumba mhuri
saka ndati rugare mujoma, rugare kwamuri
mmh-hmm, ko zvamatodzoka? mauya pano tikanoumba mhuri (tikanoumba mhuri)
[outro]
ndinenge ndamwa tea tea tea
saka ndovhunduka, ndovhunduka, ah ndovhunduka chii, chii, chii?
letras aleatórias
- lil riich › letra de home alone - lil riich
- chee malabar › letra de knock knock - chee malabar
- marshall marshall › letra de where you go - marshall marshall
- just preach › letra de jeden tag - just preach
- wellie › letra de can you live without me - wellie
- kluczyk › letra de porcelana - kluczyk
- brandon markell holmes › letra de right beside you - brandon markell holmes
- duke montana › letra de levels - duke montana
- x american punk band › letra de nausea (live) - x (american punk band)
- coyote theory › letra de maryland - coyote theory