letra de mhakure - oliver mtukudzi
ramba wakaitarira mumaziso
usacheuke iwe
usacheuke cheuke inoruma iyi
rova musoro wayo
mhakure imhakure
ndaona zino ndati kunyemwerera
inga imhakure
mhakure imhakure
ndaona zino ndati kunyemwerera
inga imhakure
ramba wakaitarira mumaziso
usacheuke
usacheuke cheuke inoruma iyi
rova musoro
musoro musoro
rova musoro
musoro musoro
mhakure imhakure
ndaona zino ndati kunyemwerera
inga imhakure
mhakure imhakure
ndaona zino ndati kunyemwerera
inga imhakure
rova musoro
musoro musoro
rova musoro
musoro musoro
ndaona zino ndati kunyemwerera
inga imhakure
rova musoro
ndaona zino ndati kunyemwеrera
inga imhakure iyi
musoro musoro
ndaona zino ndati kunyemwеrera
inga imhakure
rova musoro
ndaona zino ndati kunyemwerera
inga imhakure
musoro musoro
rova musoro
musoro musoro
rova musoro iwe
musoro musoro
letras aleatórias
- freeway › letra de when i rap - freeway
- westberlin maskulin › letra de krankheit - westberlin maskulin
- eagle owl › letra de exist - eagle owl
- the ready set › letra de one headlight - the ready set
- mugen styles › letra de i'm an artist - mugen styles
- jaymay › letra de what about the bob? - jaymay
- duke ellington his orchestra › letra de jingle bells - duke ellington & his orchestra
- teejayflow › letra de so solo - teejayflow
- ajebutter22 › letra de rich friends - ajebutter22
- seabear › letra de lion face boy - single version - seabear