letra de youngstars - nellyseezy
intro
nellyseezy nellyseezy nellyseezy nelly handisi rasta plus handisi tsaga kushaya mukana but ndini ndine mahit
verse 1
handina ma bars but ndinosasa feya
kuimba ndinogo na saka toenda k-mapena
handisi padhaza plus handisi mu learner
rino haripere muchaona ndakapenga
man-gga munodei eyy
taurai ndikupei okay
munawo mabag but hamuna kana cash eyy(okay)
inini handina stress bcoz handibhadhare rent(okay)
ndambotraya rap but ndomixer ne flow
ndatanga hondo ndini tshaka
ndichavahwina kunge barca
hanimofa nakakwata
matsaga aya nichamaranga
nellyseezy ama okay
panasvika vanovhura way
anytime anyday
noone can stop meeee
chorus
inini ama youngstar ko munganidii yee
wese ane nharo apa ngaauye kwandiri yee
kana ini natanga haniite zvemafani ye sando k-mafans anondida ininiye
chorus
inini ama youngstar ko munganidii yee
wese ane nharo apa ngaauye kwandiri yee
kana ini natanga haniite zvemafani ye sando k-mafans anondida ininiye
verse 2
murikuimba zero yee vakuru mune shungu
hapana chamunogona asi munowanza dzungu
music yenyu yakadhakwa kurira kunge zvigubhu
manje chakutsikirirai kuita kunge bhutsu
manje hameno ikoko yeee
manga majaira chimero yeeee
inini nauya bhasopo muchaziya zvakawanda ndiri mboko
ye ndodawo collabo ndimboimba nana hilzy
ndodawo collabo nimoimba nana muz
ndodawo collabo nimoimba natakura i believe ndinogona saka vese vachabvuma yeee
chorus
inini ama youngstar ko munganidii yee
wese ane nharo apa ngaauye kwandiri yee
kana ini natanga haniite zvemafani ye sando k-mafans anondida ininiye
chorus
inini ama youngstar ko munganidii yee
wese ane nharo apa ngaauye kwandiri yee
kana ini natanga haniite zvemafani ye sando k-mafans anondida ininiye
outro
a.k.a pistol a.k.a 45 yee
nellyseezy ama youngstar
yee yee munganidii yee
yeye munganidii
aagh ye breezy okay
aagh yee fuge okay
aagh yee okay
letras aleatórias
- erroll garner › letra de misty - erroll garner
- bedlam horrorcore › letra de sshhh... - bedlam (horrorcore)
- yung chi › letra de lonely - yung chi
- gabe bondoc › letra de racecar - gabe bondoc
- extreme music › letra de hold on - extreme music
- lil chick › letra de bully - lil chick
- attic abasement › letra de pretty teeth - attic abasement
- ayo the producer › letra de thank you - ayo the producer
- unknown33121 › letra de mientras tanto - unknown33121
- chester see andy langechester seeandy lange › letra de madness - chester see & andy lange,chester see,andy lange