letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de shona sauce - ndi kacee

Loading...

[intro: ndi kacee]
( 4kus)
ayy 
ndeeshumba  mabeeeats
( mabeats eshumba)
aseeh
ayy 

[verse 1: ndi kacee]
muviri  wenyu wakarondedzerwa nechivaka shure
hapana akafanana nemi, hapana
ini  ndini ndakomborerwa, feeling blessed today
nekuti ndakasangana nemi, mai mwaaaana
so we ain’t gotta stress rynna
we just gonna flex rynna
tsi-tsi-tsika  dzenyu dzinotaura dzega
shona girl shaina
don’t worry bou the rest rynna
sunga kazambia tangawo kuwhiner
shona girl uri finer
kukuroora mega deal
ed ato-signer
imbotaura tsumooooo nemadimikira
tamba vhaya kadhumba iwe wondimbundikira
imbotaura tsumooooo nemadimikira, aye
kajuice kara kazoda dhiya
si-si-simoreya dhiya

[chorus: ndi kacee]
munenge muzezuru kana mukaranga
munenge muvhitori kana mundau
munenge samanyika munozunza nyika
pese pamunosvika inozunza nyika

sisi mune shona sauuuce
sisi mune shona sauuuce
sisi mune shona sauuuce
sisi mune shona sauuuce

[verse 2: fuji axe]
ohhh hollani (hollani)
can you tell me kuti unonzani (unonzani)
gal you know you got a fine bodi (fine bodi)
wandibaya moyo chokwadi
fine gal from masvingo (svingo)
anosasa chivhitori (tori)
baby can you gimme your number (nuuumber)
me wan call you tomorrow
see de way you flex is so different
ndiwe une skiri randinoda
i only see me as your boyfriend
mababy mashona ndoandoda
aaaah lizzy
chindidawo ini
i need you
come my way baby

[chorus: ndi kacee]
munenge muzezuru kana mukaranga
munenge muvhitori kana mundau
munenge samanyika munozunza nyika
pese pamunosvika inozunza nyika

sisi mune shona sauce
sisi mune shona sauce
sisi mune shona sauce
sisi mune shona sauce

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...