
letra de nzizi - ndi kacee
[intro: ndi kacee]
zo-zororai murugare
zo-zororai murugare
zorororai murugare
(takue-made-the-beat)
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari-iii munovachengetedza
uh-huh
[verse 1: ndi kacee]
ndiani
ko ndiani
angapotswe-wo nerufu, rufu
ndiani
ko ndiani
angapotswe-wo nekufa, kufa
eh, vakamotora vose
panyika yose, mugere mose
pamwe maitora dzinza rose
zvatozvachose havachadzoke vose
dai zviri nyore nyore
mavhura denga tivaone
dai zviri nyore nyore
mavhura denga tivaone
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari-iii munovachengetedza
uh-huh
[verse 2: ndi kacee]
vadzimu woyee (vadzimu woye)
ndiratidzei zuva rekufa kw-ngu
nyadenga woye (nyadenga woye)
ndiratidzei zuva rekufa
dai taiziva misi nenguva
taigara tachera makuva
chero jorodhani rebhabhatizima
taigara tatotori yambuka
asi hatizivi misi nenguva
tongok-mbira mutiwedzere zuva
asi hatizivi misi nenguva
tongok-mbira muwedzere mazuva
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari-iii munovachengetedza
uh-huh
[bridge: ndi kacee]
zo-zororai murugare
zo-zororai murugare
zorororai murugare
[outro: ndi kacee]
nzizi, nzizi
nzizi, nzizi
vazhinji, vazhinji
mwari-iii munovachengetedza
uh-huh
letras aleatórias
- letra de kitni baatein - sadhna sargam
- letra de fresh prince - kid caprio
- letra de suicide awareness - lil west
- letra de 恋心 - 赤坂 晃
- letra de gtfo - slaughter jj
- letra de demxns & angles - scarlxrd
- letra de surmayi ankhiyon mein - yesudas
- letra de radha - sunidhi chauhan
- letra de 仰げば青空 - motohiro hata
- letra de manfredi - speranza