letra de kuno - malcom mufunde & yaaduniverse
verse 1:
tapinda machena semugaisi
chakacolor samutarisi
tears of joy for my mum, nhasi dakuchemedza mai sehanyanisi
nguva yareba vasina kufara, patone length and width
kune vakauya nepfuti, vaida kushooter star, ndikati, “make a wish”
pakuda bread titenge chingwa
rispo paropinda, tovhura mapombi; zinwa
handinwe navoltz but todhakwa nema hunter’s
bush ndichiburner, ndiri moses weganja
ziblunt hauritenge usina dough iri
rabva kushebeen kunge dough iri
squad renyu harina kana door iri
ndodhumanisa simbi sendoruka madhoiri
hook:
zvotoita kuno, zvotoita kuno, zvotoita, zvotoita kuno

verse 2:
kune party kwako, kune party kw-ngu; baby, it’s supposed to be me and you
dai tangobatanidza party dzacho dzese, tobva tangoita gnu
tifare pamwe
kwetе kuti ndifare pamwe, ufare pamwе
kuno tofara, pasi hapagarwe
kuno tofara, unoziya pagarwe
dzingori njuga, dakufadza chaunga
kupinzira bhobho, dakufadza chatunga
takuda mastates ese, guys
pakutoda gas, pakuda maliquid ne ice
apa dj ari kuspaka, rasta
hit after hit kunge sikandar razar
udzai vehuman resources vahaye mamanners coz kuno akushaya basa

letras aleatórias
- hives › letra de good samaritan - hives
- rozz dyliams › letra de sapio stare - rozz dyliams
- noel guarany › letra de en el rancho y la cambicha - noel guarany
- tiago bettencourt › letra de noite demais - tiago bettencourt
- alcoolemia › letra de areia de pedras salgadas - alcoolémia
- rozz dyliams › letra de spanish kiss - rozz dyliams
- detentos do rap › letra de lâmpada de aladin - detentos do rap
- the blue hearts › letra de boku no migite - the blue hearts
- grupo luz neon › letra de cd do exalta - grupo luz neon
- galy galiano › letra de no creo en ti - galy galiano