letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de sheri unodada - leonard dembo

Loading...

[chorus: leonard dembo]
mukoma handei k-musha tionoona nhamo dzinonetsa amai na baba (k-musha)
hanzvadzi yangu handei k-musha tionoona nhamo dzinonetsa amai na baba (k-musha)
vanogunun’una amai na baba k-musha vana vatakazvara (vanoiteiko)
husiponono hwese hwauinahwo hwakabva kuna mai na baba k-musha
nhasi sheri wodada wakafurirwa zvako uchandifungawo rimwe zuva
ndaiedzawo pandaigona kukupa zvandaiwana zvishoma
(ndaingoda rudo rwakakwana chete sheri, uchindibatawo somumwe wako chete)

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...