letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de mwana asinga tereri - leonard dembo

Loading...

[verse 1: leonard dembo]
ndinogara ndichinzwa musoro
ndinogara ndichinzwa mawoko
ndichishandira iwe, asi iwe unondiharasa

[chorus: leonard dembo]
handidi mwana asingateerere mirairo yangu

baba havadi mwana asingateerere mirairo yavo

ini handidi mwana asingateerere mirairo yangu

[verse 2: leonard dembo]
mhembwe rudzi, inozvara mwana ane ruzhumwi

mhembwе rudzi, inozvara mwana ane ruzhumwi
mhembwe rudzi, inozvara mwana anе ruzhumwi
mhembwe rudzi, inozvara mwana ane ruzhumwi
mhembwe rudzi, inozvara mwana ane ruzhumwi
moti waigofana aniko? waingofana ivo bambozve

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...