letra de muchauya here gore rino - leonard dembo
Loading...
[verse 1: leonard dembo]
mwana mukomana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza midzimu yako
(ehee)
mwana mukomana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza baba vako
mwana musikana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza amai vako
mwana musikana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza amai vako
[chorus: leonard dembo]
rwendo ruya ndakatumira shoko, hamuna kuuya seiko?
rwendo ruya ndakatumira shoko, hamuna kuuya seiko?
rwendo runo ndichatumira shoko, munouya here gore rino?
(hameno ndikauya ini gore rino)
munouya here gore rino? (hameno ndikauya ini gore rino)
ndak-mirira gore rino? (hameno ndikauya ini gore rino)
vakak-mirira gore rino? (hameno ndikauya ini gore rino)
uchauya here gore rino? (hameno ndikauya ini gore rino)
letras aleatórias
- xoxgenny › letra de l.a. (unabridged studio demo) - xoxgenny!
- psychosis metal › letra de building empires (live) - psychosis (metal)
- coldxfreshair › letra de потоп (flood) - coldxfreshair
- zaska › letra de the basics - zaska
- ross antony › letra de morgenkaffee - ross antony
- zola blood › letra de the way it's gone - zola blood
- fivio foreign › letra de on god - fivio foreign
- alex isley jack dine › letra de too bad i forget - alex isley & jack dine
- scorey › letra de adele - scorey
- wolf band › letra de full moon possession - wolf (band)