letra de dambudzo - leonard dembo
[chorus: leonard dembo]
dambudzo iwe, dambudzo iwe, dambudzo iwe
hona dambudzo wandinetsa iwe
dambudzo iwe, dambudzo iwe, dambudzo iwe
hona dambudzo wandinetsa iwe
dambudzo iwe, dambudzo iwe, dambudzo iwe
hona dambudzo wandinetsa iwe
[pre-chorus: leonard dembo & barura express]
imba handina ndogara k-mahosteri
ndichingonwa sikindo
mukadzi k-musha hasina chekupfeka
hasina kana dhirezi
ndinogodyiwa
handisina chekupfeka
handisina kana bhurugwa
imba handina ndogara k-mahosteri
ndichingonwa sikindo
mukadzi k-musha hasina chekupfeka
hasina kana dhirezi
ndinogodyiwa
handisina chekupfeka
handisina kana bhurugwa
dambudzo iwe
dambudzo iwe
dambudzo iwe chokwadi, dambudzo ndiwe
dambudzo iwe, chokwadi, dambudzo iwe
dambudzo iwe, chokwadi, dambudzo dzikama
[verse 1: leonard dembo]
dambudzo iwe, dambudzo iwe, dambudzo iwe
hona dambudzo wandinetsa iwe
unopinda mumba mangu
ungogara paunodira
dambudzo wandinetsa iwe
ugopinda muhomwe dzangu
ungogara paunoda, iwе dambudzo wandinetsa iwe
[chorus: leonard dembo]
dambudzo herе
dambudzo iwe
dambudzo here chokwadi, dambudzo ndiwe
dambudzo iwe, chokwadi, dambudzo ndiwe
dambudzo iwe, chokwadi, dambudzo dzikama
dambudzo iwe, chokwadi, dambudzo dzikama
dambudzo iwe
dambudzo iwe
dambudzo here chokwadi, dambudzo dzikama
[outro: leonard dembo & barura express]
imba handina ndogara k-mahosteri
ndichingonwa sikindo
(dambudzo here)
mukadzi k-musha hasina chekupfeka
hasina kana dhirezi
letras aleatórias
- this is the kit › letra de was magician (live at l'épicerie moderne) - this is the kit
- brennan savage › letra de signal from an angel - brennan savage
- jo omeara › letra de don't stop movin' (unplugged) - jo o'meara
- yasser desai › letra de dil ko karaar aaya - yasser desai
- runtez › letra de 6 schüsse - runtez
- landspeed › letra de arch-vile - landspeed
- maury yeston › letra de a call from the vatican - maury yeston
- iglesia luz sal › letra de medley un adorador - en vivo - iglesia luz & sal
- bella goldwin kenneth cullens › letra de made of gold - bella goldwin & kenneth cullens
- efenel_fnl › letra de balerina - efenel_fnl