letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de vanofanirwa kutendwa - killer t

Loading...

[intro: bodyslam records & k!ller t]
bodyslam records
hot property
nyatso checker ma settings, ma runnings
ptk
vanofanira kutendwa ngavatendwe ooh
ndivo vakatirera tayaruka
anaya 4 ahh

[chorus]
vanofanira kutendwa ngavatendwe
jehovha w-ngu vaonei
ndivo vakatirera tayaruka
kana pavanofamba vaonei
vanofanira kutendwa ngavatendwe
jehovha w-ngu vaonei
ndivo vakatirera tayaruka
kana pavanofamba vaonei

[verse 1]
ndinoda kuvatenda nezvavakaita
kutichengeta kusvika zvangu zvaita
vaisada kutiona tichiparara
chavaida kuti titevedzere gwara
haizi nyore kukura kwemunhu kuchengeta munhu kusvika ave munhu
pandairwara vaimhanya kuchipatara
havafe vandisiya ndichiparara
[chorus]
vanofanira kutendwa ngavatendwe
jehovha w-ngu vaonei
ndivo vakatirera tayaruka
kana pavanofamba vaonei
vanofanira kutendwa ngavatendwe
jehovha w-ngu vaonei
ndivo vakatirera tayaruka
kana pavanofamba vaonei

[verse 2]
ndinoda kuvatenda mama
mari haikwani kutenda mama
pavaitadza nekurara ndichichema
vachingoshingirira nepazvairema
havana k-mbobvira vafunga kundisiya
nyangwe pazvaioma vaikiya
zvose zvakaipa vachingonditi siya
ndivo vakaita ndikure ndichiziva

[chorus]
vanofanira kutendwa ngavatendwe
jehovha w-ngu vaonei
ndivo vakatirera tayaruka
kana pavanofamba vaonei
vanofanira kutendwa ngavatendwe
jehovha w-ngu vaonei
ndivo vakatirera tayaruka
kana pavanofamba vaonei
[pre-chorus]
ndinoda kuvatenda nezvavakaita
kutichengeta kusvika zvangu zvaita
vaisada kutiona tichiparara
chavaida kuti titevedzere gwara
hazvizi nyore kukura kwemunhu kuchengeta munhu kusvika ave munhu
pandairwara vaimhanya kuchipatara
havafe vandisiya ndichiparara

[chorus]
vanofanira kutendwa ngavatendwe
jehovha w-ngu vaonei
ndivo vakatirera tayaruka
kana pavanofamba vaonei
vanofanira kutendwa ngavatendwe
jehovha w-ngu vaonei
ndivo vakatirera tayaruka
kana pavanofamba vaonei

[pre-chorus]
ndinoda kuvatenda mama
mari haikwani kutenda mama
pavaitadza nekurara ndichichema
vachingoshingirira nepazvairema
havana k-mbobvira vafunga kundisiya
nyangwe pazvaioma vaikiya
zvose zvakaipa vachingonditi siya
ndivo vakaita ndikure ndichiziva
[chorus]
vanofanira kutendwa ngavatendwe
jehovha w-ngu vaonei
ndivo vakatirera tayaruka
kana pavanofamba vaonei
vanofanira kutendwa ngavatendwe
jehovha w-ngu vaonei
ndivo vakatirera tayaruka
kana pavanofamba vaonei

[outro]
jehovha w-ngu vaonei
kana pavanofamba vaonei
jehovha w-ngu vaonei
kana pavanofamba vaonei

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...