letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de wakapindwa nei - kazz khalif

Loading...

kazz khalif

v1
taimbodanana, tichinzwanana
mumwe w-ngu
patai onana zvataipanana
nhai
chimwe changu

hook
zvakachinja seiko
mumwe w-ngu
zvakachinja neiko
mumwe w-ngu
nhai mudiwa w-ngu

chorus
wakapindwa nei ko
nhai mudiwa w-ngu
wakapindwa nei ko
mumwe w-ngu
“mumwe w-ngu”
nhai mudiwa w-ngu

“wakapindwa nei ko”
mudiwa w-ngu
“wakapindwa nei ko”
mumwe w-ngu
“wakapindwa nei ko”
“wakapindwa nei ko”
mumwe w-ngu
“wakapindwa nei ko”
“wakapindwa nei ko”
mudiwa w-ngu
v2
mazuvaano waakugara wakatsamwa tsamwaa
handizivi pandakatadza shamwari
kana pane chiri kunetsa taura
ndino gadzirira sei nhai darlie
pamwe ini ndakatadza so
ndini ndakabhaiza so
pamwe handisini zvimwe ndiwe wakango zvineterawo
ndiri kuona change in you
hazvichambo flowa
hameno wakaita sei love yacho yaakubhowa

hook
zvakachinja seiko
mumwe w-ngu
zvakachinjwa neiko
chimwe changu
nhai mudiwa w-ngu

chorus
wakapindwa nei ko
nhai mudiwa w-ngu
wakapindwa nei ko
mumwe w-ngu

mumwe w-ngu
“wakapindwa nei ko”
mumwe w-ngu
“wakapindwa nei ko”
mumwe w-ngu

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...