letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de the first book of loco - jungle loco

Loading...

verse 1:

handina kutanga ndaenda ku college kuti ndinyore izvi
don’t get it twisted baba iyi i street knowledge
varsity iri overrated dhara
unoendako economy yonokuita chanana “kudzidzira kugara”
system education is the key to being an employee
innovation foresees beyond overseas
chirungu chakati dakadza chakati kuvadza
kushandira umwe munhu kuti uwane yesadza iwe uine badza
phone yangu iri ku buzzer “wakazoriwana here basa?”
time is money handisi ku cutter ma calls ndiriku cutter ma costs
handidi stress when im tryana make it through other means
okay lets get down to it , еnough about me
batanidza ma dots coper ma notes
vhura maziso utorе one rekugotsi
bata ma scripts pen inovhinza muto
recipe yezvivindi zvinopfuura zvechiuto
miseve inovhundutsa mhuri isingazivi samba rayo
hapana paticha mhanya poshaya angaita mabayo
tikurarama ne fear yakati chemedza pa birth
real freedom is living without the fear of death
the earth shakes off the weak when she spins around
men without strong roots wont stand their ground
its demoralisation , demotivation, crisis..
normalisation, nothing the gullible eye sees
chero evil ino targeta pane ma standards ari low
society isina ma values iri easy to control
propaganda yodya basa zvayo without a question
kusvika ma good morals ese aakuita kunge oppression
no wonder why young man wakamaka mudhara wako
coz havaku softe wabhaiza sezvingaita mhamha vako
no wonder why young lady wakamaka mhamha vako
your father’s grip can’t be tighter kwauri kuenda havana kubvako
check your wrongs usati watanga kuwawata ma rights
chinotanga kubvuma kuti uri murima usati watsvaga light
umwe mukonyo munin’ina injodzi
urikunyanyo mixer nemagora ane huro kudarika hurozvi
enharo dzine noise pachisungwa ma joints
pachi raise-wa ma voices kudarika ma points
sevapfana varikukura muno coper ma blaz
movharirwa muma brainless societal prison bars
sekukura tichiona ma presidential candidates achirwirana trump
we grow up to be vanhu vari inferior and dumb
the inferior chant “africa can also do it”
also after who? all sorts of balabaloo
sema feminists anoti “women and men are equal”
moti “we can also do what men do” muk-mbotiiko?
already murikutaura from a position yevanhu vari pasi
women are supposed to do what can’t be done by us
haungabate humambo uine brain dzemuranda
but ofcourse zvinokonzerwa nema factors ekuwanda
haungabate humambo uine brain dzemuranda
but ofcourse zvinokonzerwa nema factors ekuwanda
never too late to change
hook:
never too late…never never never never too late..never too late to change
never too late…never never never never too late to change

verse 2:
change iri easier ichitanga nekuzasi
tika regulator what our children consume kubva nhasi
what they hear ,what they see ,what they watch etc
nomatter what, any external force haiva itisi
but you cant expect to have an all sober-minded son
iwe uchitanga nekutongomu tengera toy gun
you cant teach your daughters self-worth my guys
kana uchiti wakamutarisa urikuona bride-price
chinombonzi bride price chii? ma terms emipengo
roora issa covenant hausi mutengo
woti uyu ndakaendesa ku varsity ndo charger pahombe
asina kuenda onzwa sei wamu cuttira number yemombe
ndoo type inoramba iri parume riri abusive
not because iri loyal or iri submissive
but haacha possesi pride it died haachazvi koshesi
ava ne self doubt she wont even speak out
you are worth more my sister leave that guy
hausi wepondo iwewe never live that lie
i also know of guys vava ma prisoner e marriage
commitment chii when it feels like a life sentence
mukadzi asingaku respecti pasina grocery kana mari
ukada ku reasoner muchitaura oti uri controlling haafari
saka kana achikupa twako wabuda mari mva then..
ukutongo catcher wo zvako but uku catchera pa den
leave a bad guy asati akuponda zvako
leave a bad lady usati wapiwa mwana asiri wako
gen’a hobho rikusimbiswa nema melaz muzvi corner
uchinzi “haa kane mhino yako ukuzviona?”
mudhara wako chaiye anozikanwa na momz my guy
ndosaka tichinyanyo mhorosana tichiti “ndeipiko mwana wamai?”
ma ladies bhoo ariko but tirikunyanya k-mhanya
ma fesi bhoo ariko but murikushaya hanya
varume vese havasi imbwa just because wakadzimbiwa moyo
vakadzi vese havasi pfambi just because urikusangana ne type iyoyo
pamwe wako chaiye aibva kuna mwari
akadzokera wanyanyo consider ma looks kana mari
god first then you follow for a better tomorrow
maziso ako haangavheti mifungo yegororo
chero nzenza dzinoisa ma status ekunamata
its funny vane hunhu hwembwa ndoo vakunyanyotevera saabata
muma church ekutora mari hakuna kusingacha rombwe
kupfuma kwa mag-ya muriku namatiswa nemhombwe
mvura hainganaye vatungamiri vachimhura mwari
nyika hainganaki muchiteerera vaporofita va bhaari…never
hook:
never too late…never never never never too late..never too late to change
never too late…never never never never too late to change

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...