letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de hossana - jah prayzah

Loading...

[verse 1: jah prayzah]
makati ndiridze ngoma, ndikaridza ini ndodiwa
handife ndakaputa chimonera kana musombodhiya
mhere mhere haiwa ndaikoniwa
handikwanise kuba ndorarama nechangu ini cheziya
baba ndipeiwo zano pavanondirongera
vanofamba vachinge mhepo inongombeya mbeya

[bridge: jah prayzah]
vachiti wenhamo, ngaarambe angori wenhamo
zvikanzi wenhamo ngaimuwanire panzvimbo
zvikanzi wenhamo, ngaarambe angori wenhamo
zvikanzi nhamo imuwanire panzvimbo

[chorus: jah prayzah]
hossana woye, hosanna woye
hosanna woye, mundirangarire
hossana woye, hosanna woye mambo
hosanna woye, mundikomborere

[post chorus: jah prayzah]
mukati hossana, varume ini ndodzana
mukati hossana, makomborero ndogama
mukati hossana, varume ini ndodzana
mukati hossana, makomborero ndogama

[verse 2: jah prayzah]
ndirege ndiridze usazendamira ngoma
zvikomborero, denga ndiro rine mwoyo chena
vakuru woye, mwoyo wachema-chema
dzirimo tsotso munzira dzavakasocherera
vanomukira mashambanzou pasi patema-tema
chimbori chiiko chakakonzera godo rinorema?

[bridge: jah prayzah]
zvikanzi wenhamo ngaarambe angori wenhamo
vanoti wenhamo ngaimuwanire panzvimbo
zvikanzi wenhamo ngaarambe angori wenhamo
zvikanzi nhamo imuwanire panzvimbo

[chorus: jah prayzah]
hossana woye, hosanna woye
hosanna woye, mundirangarire
hossana woye, hosanna woye mambo
hosanna woye, mundikomborere

[post chorus: jah prayzah]
mukati hossana, varume ini ndodzana
mukati hossana, makomborero ndogama
mukati hossana, varume ini ndodzana
mukati hossana, makomborero ndogama

[bridge 2: jah prayzah]
mambo
tariro yangu kani, mambo
tigare padare rehu mambo
tikurukure dzehu mambo
tiripo panzvimbo yehu mambo
tariro yangu babawe,mambo
tigare padare rehu mambo
tikurukure dzehu mambo
tiripo panzvimbo yehu mambo
tariro yangu baba,mambo
tigare padare remadzi mambo
tikurukure dzehu mambo
tiripo panzvimbo yehu mambo
tariro yangu kani, mambo
tiripo padare rehu mambo
tikurukure dzehu mambo
tiripo panzvimbo yehu mambo
tariro yangu baba, mambo
tigare padare rehu mambo
tikurukure dzehu mambo
tiripo panzvimbo yehu mambo
tariro yangu kani, mambo
tigare panzvimbo yehu mambo
tikurukure dzehu mambo

[pre-chorus: jah prayzah]
mukati hossana, varume ini ndodzana
mukati hossana, varume ini ndodzana
mukati hossana, makomborero ndogama
mukati hossana, makomborero ndogama

[chorus: jah prayzah]
hossana woye, hosanna woye
hosanna woye, mundikomborere
hossana woye, hosanna woye mambo
hosanna woye, mundirangarire

[pre-chorus: jah prayzah]
mukati hossana, varume ini ndodzana
mukati hossana, varume ini ndodzana
mukati hossana, makomborero ndogama
mukati hossana, makomborero ndogama

[outro: jah prayzah]
mukati hossana, varume ini ndodzana
mukati hossana, varume ini ndodzana
mukati hossana, makomborero ndogama
mukati hossana, makomborero ndogama

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...