letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de mwana ndakubirai - holy ten

Loading...

une kasoftaz kandona (ndoda)
vanozvifarira izvi kwandobva
ukasangobyza kuna namomz vangu
kuzaka tichaenda kwaunoda ah
im gonna slide ma wh0res angu
ana gamuchira ana gamuchira

text you father like (mwana ndakubirai x3)
father mwana ndakubirai (une kasoftaz)
mwana ndakubirai (aripaden)
mwana ndakubirai

pasi pedoor pane mari yandakusiirai
tsvakirai kuno (mwana ndakubirai x3)
uh hanzi repairing has a fee
ndikati ahh ngatichiita dhiri uh
ini ndikati ngatichiudza vahnu
iwe make sure kuti zvichatoenda mberi
cause with love if you broadcast
congrats but if you try to hide it vamwe tozvibata
zvana mainini vamwe tozvikwata
ana side nhingi vakafona kata uh uh

mwana ndakubirai uh
mwana ndakubirai
apa zvamaona tafamba kuchinaya
father nemiwo muchinyanya
ndarema ndarema
vanozviketa kukariba izvozvo
pamwe tin0boteya nemasong
pamwe pacho paper ndarema

mwana ndakubirai uh
mwana ndakubirai
father mwana ndakubirai
mwana ndakubirai (aripaden)
mwana ndakubirai
pasi pedoor pane mari yandakakusirai
tsvakirai kuni mwana ndakubirai
mwana ndakubirai

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...