letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de bhachi redior - holy ten

Loading...

yeah
samanyanga sounds like iiih
ndezve-tea (tea yeah)

ndarota ndine bhachi re dior (re dior) nezimota (nezimota)
radio (blast) iri pa full blast ndichizvikwadza nenziyo (nenziyo)
ndiri pa round (round) ndiri pamerry go (merry go)
ndarota ndiri chief (ndiri chief)
ndarota mari yangu yakutamba ’cause yanga imbori stiff (stiff)
ndarota ndirimudiki (aha)
ndarota exactly pakatanga ma beliefs (hoyo)
pakatanga mabeliefs (mabeliefs)
tanga tisatatatanga zvemastreets (zvemastreets)
tanga tisati takuti tikasvika
munhu wese anotaura kuti tichazoda mapics (mapics)
hameno ka zvavakuona mandiri
but, vakandifenza vese musadzoka kwandiri (aiwa haa, musadzoka kwandiri)
muchazotichekeresa tikakaura (tikakaura)
wakambondikweretesa ukazvitaura

ndarota ndine bhachi re dior (re dior) nezimota (nezimota)
radio (radio) iri pa full blast ndichizvikwadza nenziyo (nenziyo)
ndiri pa round ndiri pamerry go (merry kruuu)
ndarota ndiri chief (ndiri chief)
ndarota mari yangu yakutamba ’cause yanga imbori stiff (stiff)
ndarota ndirimudiki (ndirimudiki)
ndarota exactly pakatanga ma beliefs (hoyo)

hamungape madiss kuhurumende hey
munhu wese arikuimba drill guvhu dende (guvhu dende)
ndati hamungape madiss kuhurumende imi
munhu wese arkuimba drill guvhu dende
mugotiratidza report kana mapasa
mkoma ngatisangane pana fourth kana panasa sha
dai watoita coach kana pastor
jahman maiti mnogona masports unamanga
bhachi re dior ndikurida but izvezvi ndikudya sadza rezviyo
izvezvi ndikunzwa nyaya dzana stunna nadion (urikupi)
ndiri pa round ndiri pa merry go (haa)
ndarota ndiri chief
ndarota mari yangu yakutamba ’cause yanga imbori stiff
ndarota ndirimudiki (ndirimudiki)
ndarota exactly pakatanga ma beliefs (hoyo)

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...