letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de vapfumi - freeman hkd

Loading...

ak something is a do for a living in mbare, hanik, play safe hkd
usangoti chese chawaona uno-admire
anacho akachiwana sei tanga wazvig-ya

shanda zvako k-mbira kubva kuna messiah
better kufa ndichi-tryer

vacho vamunenge muchiti vapfumi
vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w-ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu-life yako gutsikana
vamunoti vapfumi avo vane ma-top secrets avo avakavanza
w-ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu-life yako gutsikana

wawaona vane mazimotokari wongoti zvavo
asi hazvina kuuya nekuda kwesimba ravo
kuti vapfume pakashanda midzi nembash-to neropa vachiuraya hama dzavo
vanodiridza dzinde rerugare nemisodzi yevamwe kuti zvavo zvifambe
vamwe ndovanotengesera satan mweya wavakapihwa namwari kuti vazivikanwe
vane moyo yakaipa, patinonzwira vamwe tsitsi ivo vano-smiler
but still type yevanhu vakadai vakawanda vacho ndovanenge vane ndayi

vamunoti vapfumi vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w-ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu-life yako gutsikana
vamunoti vapfumi avo vane ma-top secrets avo avakavanza
w-ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu-life yako gutsikana

ende hapana chavanoshaya, hapana paunovaona vakabata shaya
patinoti njuga dzakarema, patinochema-chema zvavo ndipo pazvinofaya
havakudze akatisika, vanotoshamisika patoti dai mwari matinzwa
hameno zvavanongozviita, pavanongozviisa hobho vavakakitisa

usangoti chese chawaona uno-admire
anacho akachiwana sei tanga wazvig-ya
shanda zvako k-mbira kubva kuna messiah
better kufa ndichi-tryer

vacho vamunge muchiti vapfumi
vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w-ngu mira

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...