letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de lead me - flabbz

Loading...

intro : jesus positive muzik

[hook : vuyo brown]
as i’m walking in this valley of the shadow of death
all i’m facing is trials and tribulations
i have tried to fight it lord,but i know oh
i can’t do this on my own

[1st verse : flabbz]
kuita zvinhu ndiri ndega,mwari w-ngu ini ndinotya
ndinotya kuzokunda,ndozvinyepera nyika ndinodya
kuidya nerutivi,asi ndichidyiwa ose mativi
itai ndigokundika kana ndakushaika kune renyu divi

ndigarisei pasi kana mbiri yondiwisira pasi
ndidimburei muswe kana worebesa kubva nhasi
kana ndakupinda nemwenje mudziva,jehova ndidzorei
kana ndave kusaziva,baba ndidzidzisei

ndinoda kurarama,according to your will
according to jesus christ,who paid my sin bill
zvehupenyu munoziva,handidi kukuenderai mberi
kana ndotamba nezita renyu,ndiitei zvamakaita mutemberi

“ndikasatungamira”… ndiri ini it’s a lost cause
coz,lord,ndinotya kudonha the most falls
uh,ndega ndokanganisa,mistakes overload
yeah,ndega handimbokwanisa,take over lord

[hook 1 : vuyo brown]
as i’m walking in this valley of the shadow of death
all i’m facing is trials and tribulations
i have tried to fight it lord,but i know oh
i can’t do this on my own

[hook 2 : hillz (and vuyo brown + nashie)]
mwari baba (lead me)
lead the way,lead the way
(lead me,lord i pray)
nditungamirei baba

mwari baba (lead me)
lead the way,lead the way
(lead me,lord i pray)
nditungamirei baba

[2nd verse : flabbz]
ini handina basa,kusasa imi ndiro basa
handimbogasa,kurasa basa,dhaza,chero rikafasa
muvaki anovaka pasina imi,anovaka pasina
saka,imi pamberi baba,kana ndakuimba

music yangu ngaisave empty envelope,music isina message
vanhu venyu ngavaone kubata kwenyu,ndiri pa stage
ndinzvengesei miyedzo inouya nemimhanzi
plazi njodzi ya dhiyabhurosi,tenzi ngaisawane chanzi

vachanzwa izwi rangu munziyo ngavasape kutenda
hmmmm,mamuri,ngavawedzere kutenda
let them know it’s not by might,nor by power,aiwa
by your spirit,holy spirit,which overpowers powers

kana ndisinemi baba,murima ndomandofambira
fambai neni,batai mak-mbo angu mugomba ndisawira
masahwira,tumirai ane mazino ari sharp
agondiruma nzeve,advice ku ear drum

[hook 1 : vuyo brown]
as i’m walking in this valley of the shadow of death
all i’m facing is trials and tribulations
i have tried to fight it lord,but i know oh
i can’t do this on my own

[hook 2 : hillz (and vuyo brown + nashie)]
mwari baba (lead me)
lead the way,lead the way
(lead me,lord i pray)
nditungamirei baba

mwari baba (lead me)
lead the way,lead the way
(lead me,lord i pray)
nditungamirei baba

[bridge : flabbz (spoken,with hook 1 in the background)]
i know lord,that my life is not my own,for i am not able to plan my own course
even though ndakabata driver’s licence,but still i cannot drive my own life alone
i need your guidance and presence with me always
increase and i decrease,nekuti pasina imi ndinotya……lead me

[hook 2 : hillz (and vuyo brown + nashie)]
mwari baba (lead me)
lead the way,lead the way
(lead me,lord i pray)
nditungamirei baba

mwari baba (lead me)
lead the way,lead the way
(lead me,lord i pray)
nditungamirei baba

[based on jeremiah 10:23 & john 3:30]
free download at : http://www.reverbnation.com/jesuspositiveflabbz
blog : http://www.wordpress.jesuspositiveflabbz.com
facebook : flabbz ashton ( http://www.facebook.com/flabbz4real )
jesus positive muzik – flabbz ( http:/www.facebook.com/jesuspositiveflabbz )
twitter : @flabbz_ashton
@femmeroyal
@hillvee
@tinashetapfuma

#jesuspositivemuzik

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...