letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de pesanai - farrie

Loading...

farrie

intro
mabeats auyaaaaaa
yeah
ummm, it’s farrie

verse1
unokonzeresa
maziso atora mufananidzo
kuitira ndavakuveza
ndozogadzira munhu anenge iwe
maghetto yuts anoti unenyanyiso
wakanyanyisa kunaka dhula dhaka
body yako kuona inospaka
wandibira moyo urizimbavha
asi
chorus
hapana akaniudza
kuti usacheuke( usacheuke)
kana makupesana
pesanai pesanai pesanai pesanai
kana mazosangana
kwazisai hapadiwe cheukai cheukai
kana makupesana
pesanai pesanai pesanai pesanai

verse2
une twunhu twako
akakomborerwa anozviti munhu wako
wakasenga zvimwe nezvasisi vako
haujairike kuita senge chipoko (babie)
unotora mari kunge casino
wakonzеra ndive childish kunge gambino
be my juliеt inini ndoita romio
asvotwa nazvo muudze ndati fokoro
coz
verse1
unokonzeresa
maziso atora mufananidzo
kuitira ndavakuveza
ndozogadzira munhu anenge iwe
maghetto yuts anoti unenyanyiso
wakanyanyisa kunaka dhula dhaka
body yako kuona inospaka
wandibira moyo urizimbavha
asi
chorus
hapana akaniudza
kuti usacheuke (usacheuke)
kana makupesana
pesanai pesanai pesanai pesanai
kana mazosangana
kwazisai hapadiwe cheukai cheukai
kana makupesana
pesanai pesanai pesanai pesanai
verse2
une twunhu twako
akakomborerwa anozviti munhu wako
wakasenga zvimwe nezvasisi vako
haujairike kuita senge chipoko (babie)
unotora mari kunge casino
wakonzera ndive childish kunge gambino
be my juliet nni ndoita romio
asvotwa nazvo muudze ndati fokoro

bridge
(hapana akaniudza
kuti usacheuke
kna makupesana
pesanai pesanai pesanai pesanai
kana mazosangana
kwazisai hapadiwe cheukai cheukai
kana makupesana
pesanai pesanai pesanai pesanai)

chorus
hapana akaniudza
kuti usacheuke (usacheuke)
kana makupesana
pesanai pesanai pesanai pesanai
kana mazosangana
kwazisai hapadiwe cheukai cheukai
kana makupesana
pesanai pesanai pesanai pesanai
outro
kuti usacheuke (usacheuke)
kana makupesana
pesanai pesanai pesanai pesanai
kana mazosangana
kwazisai
kana makupesana
pesanai pesanai pesanai pesanai

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...