letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de kanjiva - enzo ishall

Loading...

[intro]
aka kek-maflats k-mbare
kadance kabuda nek-matapi
ndisingazoziva hangu kuti nechepapi
muchavaona varidzi vacho kuti ndevapi
ikaka

[chorus]
aka ikaka aka
kanjiva
aka ikaka aka
kanjiva
kakaiswa apa
kanoiswa apa
kozoiswa apa apa apa
kakauya apa
kachaenda apa
kozoenda apa apa apa
ikaka

[verse 1]
ikaka karikucreanwa
vanoshaya remuromo remukanwa
ikaka
kobva kanzi pagirazi
kakanzi pause kachadzoka karieasy
ikaka
ehe karikunaka
ah ah ikaka
ah ah ikaka
iwe ita uchitarisa mupaka
ichi chinotanga chiriaka

[chorus]
aka ikaka aka
kanjiva
aka ikaka aka
kanjiva
kakaiswa apa
kanoiswa apa
kozoiswa apa apa apa
kakauya apa
kachaenda apa
kozoenda apa apa apa

[verse 2]
kanenge kachatinetsa
usashamisike kachibva kavanonotsa
hakaziriko kanojobora domasi
dzika dzika nako zasi zasi
handichada nako
kubva kuita senge kawedzerwa
tuma sum’n
tunhingi nhingi chichibva chanoti bam
k-materrace ese umo mustadium
kadairwa nekuti yava money game
eh

[chorus]
aka ikaka aka
kanjiva
aka ikaka aka
kanjiva
kakaiswa apa
kanoiswa apa
kozoiswa apa apa apa
kakauya apa
kozoenda apa
kachaenda apa apa apa

[verse 3]
aka kava kangu
iwewe enda unotsvaga kako
ungandimenyere senge kanemakoko
hatikutembe unogona kungondibvutira
manje handisi tsaga ndahwandisa
ndakutsunyira
tembani, sam nan’anin’ani
levels, fazh nafantan
tenge tinatamuka
daidza gabu nadada

[chorus]
aka ikaka aka
kanjiva
aka ikaka aka
kanjiva
kanoiswa apa
kozoiswa apa
kozoiswa apa apa apa
kakauya apa
kachaenda apa
kozoenda apa apa apa

[outro]
aka ikaka aka
karikucreanwa nabruce

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...