letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de ndaenda - dream millions life decision

Loading...

verse

do you remember pawakafona
ukati you found a new lover {new lover]
anokutreater zvirinani
ukati in handina basa
now wakuzoona kukosha kwechikorobho wasara mvura
manje ini handichade, ndakwana mumwe ari nani

pre chorus

waindicheater
moyo w-ngu wakasiya waupisa [eh]
wakandisiya ndiri strunded
apa pauri ndanga ndaita kuperera
x2

chorus

for the love , that i showed you
wakandiramba ukati handina basa[handina basa newe]
nhasi woti wakudida{wakundidaaaa}]
wave kudei?
wave kudei?

verse

packer twekwako ugare wabaya
upfambi utsotsi kwauri zvanyanya
chishuwo chako udaundisiya ndakrara
uri mhandu yangu uri chikara
hapachisina wakatambisa mukana
ndane cash ndipo powoita chiname
wakandisema uchiti handina rugare
ko nhasi zvaita sei ?
wakuda rombe wapinda nei?

haa the only thing you gonna do babe
ka is chingobaya waiziya
coz hauna basa neeni
ungori nebasa
enda hako hauna basa

yeah
chakabaya chikatyora
moyo w-ngu pauri wakange watoperera
wakandifuratira mudiwa ndichikuchemera
handichina moyo newe zvakatopera
wainditarisira pasi
rudo rwagwamba
handichade kukuona mangu munyasi

chorus

for the love , that i showed you
wakandiramba ukati handina basa[handina basa newe]
nhasi woti wakudida{wakundidaaaa}]
wave kudei?
wave kudei?

verse

saka nhasi babe wakundida nei?
wakudzoka kwandiri zvaita sei?
kudzokerana newe handichade
wakundida coz ndaane chidade
yes rudo kudhara taipanana
asi rudo rwedu rwese rwakaparara
zvangu zvakufaya nhasi wakupanicker
ndokubvunza babe ndati chimbopidura
babe taive bhande nebhurugwa
wakabhaizwa nemakuhwa awaipakwa
vemakuhwa vachida kuumba daka
babe wakarunga munyu mumukaka

bridge

handina basa newe

wakundiidaaa

wave kudei?

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...