letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de ndinoshamiswa kwazvo - combined talents gospel singers

Loading...

ndinoshamiswa kwazvo
namabasa makuru
akaiitiwa nemi,

ose anorumbidza
ukuru hwenyu mwari
hunoshamisa kwazvo.

kana ndarangarira
mabasa okudenga.
kana ndarangarira
mabasa apanyika,
ndin-buda misodzi
kana ndafunga iwe.

mwari vatatumumwe,
itai kuti tikude,
nokuti wakatida,
makazotipa jesu,
watipa mweya wako
wokutipupurira.

rumbidzai iwe denga!
rumbidzai iwe nyika!
rumbidzai iwe gungwa!
nesu ngatirumbidze!
uyu musiki wedu,
ano rudo rukuru.

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...