letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de hakuna (feat. tamy moyo & kayflow) - bryan k

Loading...

ndatsvaga tsvaga kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi

hakuna
ndatenderera kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna
ndafamba famba kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna
ndafamba famba kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna

i′ve been looking so honestly
none can compare your majesty
no one like you lord
none in this whole world
hakuna mumwe akaita semi
saka ndichikudai nemoyo w-ngu wose
you never left me whenever i was broken
you will listen with your arms wide open
(with your arms wide open)
hukuru wenyu mwari
i can’t describe it
hukuru wenyu mwari
i can′t imagine
ndatsvaga ndashaiwa
your love is bigger love is greater
ndafamba famba ndichiona
pasi rose hakuna
yeaaaaaah

ndatsvaga tsvaga kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna
ndatenderera kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna
ndafamba famba kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna
ndafamba famba kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna

chero zvakamira
mambo tenzi munouya munovhura nzira
hamumbofuratira
chero vanouya nekuseri
munongondichengetedza nekusingaperi
chero zvakamira
mambo tenzi munouya munovhura nzira
hamumbofuratira
chero vanouya nekuseri
munongondichengetedza nekusingaperi
ndatsvaga ini
ndatsvaga imi
hakuna hakuna
akaita semi (akaita semi)
ndatsvaga ka ini
hakuna hakuna
akaita semi

i’m on a vibe see
ndinajesu, i was lost
but he found me
now i’m walking in the valley
of the shadow of death
it cannot touch me
blessed is the man on a search
to seek his loving
ndafamba ndatsvaga
ndashaya
hakuna
akaita semi
manna mapakura
i was really hungry
needed food for the soul
mukauya mukandipa
now im good ndiri bho

ndatsvaga ndashaiwa
your love is bigger love is greater
ndafamba famba ndichiona
ndichiona ndichiona yea
ndatsvaga ndashaiwa
your love is bigger love is greater
ndafamba famba ndichiona
pasi rose haaaakuuuunaaaaaaa

ndatsvaga tsvaga kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna
ndatenderera kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna
ndafamba famba kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna
ndafamba famba kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna

ndatsvaga tsvaga kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna
ndatenderera kwose
hakuna akaita semi
hakuna akaita semi
hakuna

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...