letra de handikwerete - bazooker
yeyeye
straight outta maselo
passion java h-llo
hapana kana chawaimboziva kuti ndanga
ndine one short randaisada kana k-mbosiya
bhutsu iya yawaifarira ndine munhu wandaienda kunok-mbira
chimoko
waifarira tracksuit yandaipfeka
ichi matcher nekajumpsuit kawaipfeka
ndaisada kuti w-ngu uyu azondiseka
iwe uchiti colle hapana chaunolacker
paden ndaibuda ndine nyota
ndomhanya kunok-mbira mota
passion java akamboda kundisota pamwe dai ndakambouya ndine helicopter
asi handaiketa iwe haukendenge
ndichiita chitsotsi chidhumo namasendeke
ende mazirudo ako haatengeke ndiwe waita kuti ndizoti handikwerete
shaa
ikako kakuku bilivisa
ndikako kakatondisimbisa
kana zviri zviroto so my dreams come true
chiona handikwerete
handikwerete
nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
handikwerete
paya ndichingokiya kiya asi ndichiziva kuti handikwerete
handikwerete
chiona handikwerete
handikwerete
nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
handikwerete
paya ndichingokiya kiya asi ndichiziva kuti handikwerete
ndini mickey mouse mugore regonzo
ndichakuda kusvika ndabata mudonzvo
handikwerete zvinhu zvese ndinazvo
zimansion iro ririmberi kwazvo
taimbonzvenga hurombo jeso idombo
ndiani aiziva tichafamba nelambo
koti iphone iyo
kupfeka zvimagucci flambo
letras aleatórias
- chrxstal sarah › letra de querent - chrxstal sarah
- fiat131 › letra de l'ultimo rigore - fiat131
- rush moneymitch › letra de we aint the same - rush moneymitch
- yxng kc › letra de toy cansado u.u - yxng kc
- pet shimmers › letra de wet chems - pet shimmers
- the zilis › letra de only love - the zilis
- darko prt › letra de olhos no chão - darko (prt)
- m o 030 › letra de treppenhaus - m.o.030
- hxzz › letra de ten! - hxzz
- the mighty diamonds › letra de dem a worry - the mighty diamonds