letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de kutadzirana - alick macheso

Loading...

[verse 1: al!ck macheso]
kutadzirana, kupopotedzana kunoitika
ndizvo saka kwakava neshoko rinoti iro
chakaf-kidza dzimba idzi matenga iwaya
k-mwe kuburana kunoita kuti tinzwisisane

[verse 2: al!ck macheso]
kubata kana kusabata kuriko mukuvhima
asi handizvo zvingatadzisa vavhimi kuvhima
nekuziva kuti mazuva haanakiba ose
asi kuti zvinotowedzerawo simba reuvhimi

[verse 3: al!ck macheso]
kuwana kana kushaya zvirimo mukutsvaga
dai zvisipo vacheri vegoridhe dai vasipo
nekuoma kwemarwadziro ekuchera goridhe
asi havasiye vanotoenda mberi nekuchera

[verse 4: al!ck macheso]
kutora mwana w-ngu k-muita nhapwa (aite nherera ah)

kutora mwana w-ngu k-muita nhapwa (aite nhеrera ah)
kutora mwana w-ngu k-muita nhapwa (aite nherеra ah)
[chorus: al!ck macheso]
ndakadzidzisa pfungwa dzangu, ndikadzidzisa moyo w-ngu
zvese neropa rangu k-mira nezviripo

isu mafuza tine nhamo
isu mafuza tine nhamo
vakangwara havana nhamo
vakangwara havana nhamo
kusina amai hakuendwi
kusina amai hakuendwewo

[pre-chorus: al!ck macheso]
isu mafuza tine nhamo
isu mafuza tine nhamo
vakangwara havana nhamo
vakangwara havana nhamo
kusina amai hakuendwi
kusina amai hakuendwewo

[verse 5: jonas kasamba]
hande divine muzenda, wezhira
[verse 6: jonas kasamba, zhili mumbamulapi & orchestra mberikwazvo]
maiwe tumai
maiwo basumbi
chisumbi chinena
mai ak-mbelela
maiwe tumai
maiwo basumbi
chisumbi chinena
mai ak-mbelela

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...