letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de makandidana - alick macheso & orchestra mberikwazvo

Loading...

makandidana ndikasawuyako k-musha ndisina mari
sagumbuke mhai vanguwe
dzorai mwoyo
sagumbuke mhai vanguwe
zvamuri ndimi nyakubereka wani
sagumbuke mhai w-nguwe
musarovera zamu pamuhacha mai vangu
dzimwe nguva mukati mwana ashaina
zvakadzvanya mhai sorry sorry ndazvinzwaaa aaah
dzimwe nguva mukati mwana ashaina
zvakadzvanya mhai sorry sorry ndazvinzwaa
dzorai mwoyo
sorry sorry ndazvinzwaaaa
zvamuri ndimi nyakutobora waani
musarovera zamu pamuhacha mai vangu
wakandidana ndikasa cheuka ndisina kunzwaaa sorry sorry umwe w-nguwe
wakandi bhipa ndikasakufonera back ndisina mari
usatsamwe chimwe changu we
dzora mwoyo usatsamwe chimwe changu we
usatsamwe usatsamwe usatsamwe chimwe changuwe
dzora mwoyo

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...