
letra de kudhakwa - winky d
[intro]
pabho
(zerooo)
hatingatadze kuswera tichidhakwa tichigara munyika yedombo-, saka ndikoko-o
chinhu chega changosara kudhakwa ah haa ah
zvimwe zvese hazvichina basa ah haa ah
saka kwauri ikoko spakwaa haa haa ah
kwauri ikoko spakwa ah haa ah
tospakwa chete tese tese tese tese tobatwaa ah
tese tese (tese) tese tese todhokwa
tese tese (tese) tese tese tobatwaa ah
tese tese (tese) tese tese
[verse 1]
ndezvipi zviri nani kudhakwa kana kuti zvodhakwa
ndabheja ndarohwa ticket rebarca
mu mind ndiri sober asi zheti radhakwa
saka kwese ka kudhakwa (kudhakwa)
usaseka akabata pint rake
akuda kuzorodza mind yake
aonera haasi blind hake
jesu muchurch mune wine yake
tsoka dzopera kutsvaga manake
ndaudza vehukama havana kana care
ndabvudza ndodini ko kuti zvinake
hanzi mira semusoja sanyatwe
saka chiregera kuzvidya moyo
ita kuti pfungwa dziwane zororo
haikona kufunga zvekuita zvechigororo
no no no
[chorus]
chinhu chega changosara kudhakwa ah haa ah
zvimwe zvese hazvichina basa ah haa ah
saka kwauri ikoko spakwaa haa haa ah
kwauri ikoko spakwa ah haa ah
tospakwa chete tese tese tese tese tobatwaa ah
tese tese (tese) tese tese todhokwa
tese tese (tese) tese tese tobatwaa ah
tese tese (tese) tese tese
[verse 2]
matambudziko hobho mulife four four mulife
zvakuda musoro, kopo mulife
nhamo haina munhu mudoko mulife
ungava uri shumba kana soko mulife
haikona kuita soft kunge coco mulife
hadhira rovera hoko mulife
pakupisa paita moto mulife
hupenyu injuga i lotto mulife
tese toita kunge vana jobho mulife
zvirikuramba kubuda kunge bhobho mulife
nhamo yakabata chitorobho mulife
tapinda mudare tirikuda donhodzo mulife
tafemba taisa pasi mogo mulife
ndanzi ucharoiwa sa jojo mulife
tapara mhaka kupomera gogo mulife
no no no
[chorus]
chinhu chega changosara kudhakwa ah haa ah
zvimwe zvese hazvichina basa ah haa ah
saka kwauri ikoko spakwaa haa haa ah
kwauri ikoko spakwa ah haa ah
tospakwa chete tese tese tese tese tobatwaa ah
tese tese (tese) tese tese todhokwa
tese tese (tese) tese tese tobatwaa ah
tese tese (tese) tese tese
letras aleatórias
- letra de pocket rocket - demotus
- letra de roadhead - gus dapperton
- letra de skin and bones - cage the elephant
- letra de refúgio (ao vivo) - amanda ferrari
- letra de maybe , someday - michel j.
- letra de karen - yung vacuum cleaner
- letra de 25 - return to sender
- letra de 4/20 - jim jones
- letra de dang! - great guys
- letra de be alright - dawid kwiatkowski