letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de dai - winky d

Loading...

intro
jah know
hona oskid
uh, ay
bridge
hanzi nguva inopedza marwadzo
shungu muhana ndinadzo
kusazvireva chitadzo
ndak-mbira ropafadzo
pre-chorus
dai, dai, dai
mmm
dai, dai, dai
chorus
nekuti rudo icamera
rwunoumba ndangariro dzokutevera
rudo icamera
unosvika pakushaya wekuchemera
rudo icamera
rwunoumba ndangariro dzokutevera
rudo icamera
unogona kutoshaya wekuchemera
hook
dai, dai ndaikwanisa
k-misa nguva, ndoidzora k-mashure
dai, dai ndaikwanisa
kungomisa nguva, ndoidzora k-mashure
tidzokere paye, paye-paye
tidzokere paye, paye-paye
paye, paye-paye
paye, paye-paye
verse
pataiwirirana
mazuva ataimirirana
tichitsidzirana
phone husiku topinzirana
weekend taiswera tese
vari vanhu, tainyeya tese
zvataiwana, tai-share tese
zvodzimba, hatichina care tese
yangova mumwe kwake, umwe kwake
pfungwa dzichiti; “akasanditanga, ini handitange”
moyo uchiti; “haiwa iri idambe, iri idambe”
tsvaganai muwanane mufambe, mufambe
chorus
nekuti rudo icamera
rwunoumba ndangariro dzokutevera
rudo icamera
unosvika pakushaya wekuchemera
rudo icamera
rwunoumba ndangariro dzokutevera
rudo icamera
unogona kutoshaya wekuchemera
hook
dai, dai ndaikwanisa
k-misa nguva, ndoidzora k-mashure (ndoidzora k-mashure)
dai, dai ndaikwanisa
kungomisa nguva, ndoidzora k-mashure
tidzokere paye, paye-paye
tidzokere paye, paye-paye
paye, paye-paye
paye, paye-paye

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...