letra de bob marley funeral - winky d
[intro: winky d]
ndosaka ndakanzi biggie man
chingoma ichi chiri big mhani
kubva kune ini dibiggie one
ndini ndega usabvunze kuti which one
ga-ga-gafa
chiextraterrestial
gafa futi
[chorus: winky d]
ndiri big fanike bob marley funeral
skiri rechampions league tabata uefa final
pattern genuine leather kwete vhainari
ndochinja pattern senge weather ini annuari
gafa racheneserwa nzira saka why worry?
vavengi vangu mungavadii nhai mwari
[verse 1: winky d]
chistaira changu ndeche million, paco rabanne
ndini ndiri kutyisa sendakatakura gun
vada kusizer gafa ndabva ndatsapfura one
ndoita yandinoda, k-mangoma hakuna ban
ndicho chibill gates chemangoma (gafa)
ndoreal zheti remangoma (gafa)
huya kwatino perfoma (gafa)
ndava kuseri seboma (gafa)
dance ranzwa nekufa ndini ndorimutsa kunge razaro
vokwira bp sei gafa radaro
pandin-bura cd kwese mafaro
igwe chib.i.g. bvunza baba sharo
[chorus: winky d]
ndiri big fanike bob marley funeral
skiri rechampions league tabata uefa final
pattern genuine leather kwete vhainari
ndochinja pattern senge weather ini annuari
gafa racheneserwa nzira saka why worry?
vavengi vangu mungavadii nhai mwari
[verse 2: winky d]
voti ndisu tiri kunetsa ndoti ipi town?
ggg-ga-ga-gara pasi, sit down
votaura zveuking, ndeipi crown?
chokwadi gafa moriziya mese deep down
ndicho chibill gates chemangoma (gafa)
ndoreal zheti remangoma (gafa)
huya kwatino perfoma (gafa)
ndava kuseri seboma (gafa)
crown yangu magafa haimbobva mumusoro iyi seya misisi malaika
kungonyora kuti gafa pafacebook wanikwe hobho mamisisi aliker
[chorus: winky d]
ndiri big fanike bob marley funeral
skiri rechampions league tabata uefa final
pattern genuine leather kwete vhainari
ndochinja pattern senge weather ini annuari
gafa racheneserwa nzira saka why worry?
vavengi vangu mungavadii nhai mwari
[verse 3: winky d]
chistaira changu ndeche million, paco rabanne
ndini ndiri kutyisa sendakatakura gun
vada kusizer gafa ndabva ndatsapfura one
ndoita yandinoda, k-mangoma hakuna ban
ndicho chibill gates chemangoma (gafa)
ndoreal zheti remangoma (gafa)
huya kwatino perfoma (gafa)
ndava kuseri seboma (gafa)
dance ranzwa nekufa ndini ndorimutsa kunge razaro
vokwira bp sei gafa radaro
pandin-bura cd kwese mafaro
igwe chib.i.g. bvunza baba sharo
[chorus: winky d]
ndiri big fanike bob marley funeral
skiri rechampions league tabata uefa final
pattern genuine leather kwete vhainari
ndochinja pattern senge weather ini annuari
gafa racheneserwa nzira saka why worry?
vavengi vangu mungavadii nhai mwari
[outro]
chiextraterrestrial
letras aleatórias
- letra de no bad by confy uzii feat. eitball - confy uzii
- letra de get down - midway
- letra de believing - валерия (valeriya)
- letra de scream for you - mando diao
- letra de letter to rave magazine, march 1964 - roy orbison
- letra de bueno times - sean price
- letra de pull up - kj
- letra de southern sea (beautiful world) - belako
- letra de ok ok - ago
- letra de sin piedad - julión lvarez y su norteño banda