letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de ndijesu - vuyo brown

Loading...

chorus
ndijesu iye zvoshamisa
ndijesu iye nyengetera
ndijesu zvimwe zvinganetsa
asi iye ndiye muponesi
ndijesu iye zvoshamisa
ndijesu iye nyengetera
ndijesu zvimwe zvinganetsa
asi iye ndiye muponesi
ndijesu iye zvoshamisa
ndijesu iye nyengetera
ndijesu zvimwe zvinganetsa
asi iye ndiye muponesi

1st verse
regera kufunga zvakawanda
hupenyu unorema iye anoziva
zvakawanda wakaedza uriwega
uchichema mwari w-ngu mandirasa
chirega kugununguna zvakaipa
hupenyu unorema iye anoziva
hama dzakusiya uriwega
aripo anokuda ndijesu

chorus
ndijesu iye zvoshamisa
ndijesu iye nyengetera
ndijesu zvimwe zvinganetsa
asi iye ndiye muponesi
ndijesu iye zvoshamisa
ndijesu iye nyengetera
ndijesu zvimwe zvinganetsa
asi iye ndiye muponesi

2nd verse
pazvinoramba wo anogona
paunorasiswa wo akatendeka
paunorwara kutadza kufamba
ndiye
ndiye muponesi
pazvinoramba wo anogona
paunorasiswa wo akatendeka
paunorwara kutadza kufamba
ndiye
ndiye muponesi

chorus
ndijesu iye zvoshamisa
(pfugama unamate)
ndijesu iye nyengetera (nyengetera)
ndijesu zvimwe zvinganetsa
asi iye ndiye muponesi
(hama ndijesu)
ndijesu iye zvoshamisa
ndijesu iye nyengetera
ndijesu zvimwe zvinganetsa
asi iye ndiye muponesi

(chants)
ndijesu ndijesu iye
pfugama unamate

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...