
letra de zvinoita murudo - tongai moyo
[verse 1: tongai moyo]
ukandiwona ndakasuwa kudai mwana iwe
usandiseke, rudo uru runoparira zve
ndizvo zvinoita, murudo
mumwe wako achinge asipo
ndizvo zvinoita, murudo
mumwe wako achinge arikure
ndizvo zvinoita, murudo
ukamuona akasuwa kudai mwana uyo
usamuseke, rudo uru runoparira zve
ndizvo zvinoita, murudo
mumwe wako achinge ayenda
ndizvo zvinoita, murudo
mumwe wako achinge akasuwa
ndizvo zvinoita, murudo
ukandiona ndakafara kudai mwana iwe
usandishore, rudo uru runonakidza zve
ndizvo zvinoita, murudo
mumwe wako achinge aripo
ndizvo zvinoita, murudo
mumwe wake achinge adzoka uyo
ndizvo zvinoita, murudo
[pre-chorus: tongai moyo]
inga kwandiri kuno uku
zvinorema mwana washe
kurarama usipo inyasha
ihi, zvinorema izvo
hona kwandiri kuno uku
zvinorema mwana washe
kurarama usipo inyasha
ihi, zvinorema izvo
wona kwaari kuno uku
zvinorema mwana wako
kurarama mai vasipo inyasha
ihi, zvinorema izvo
wona kwaari kuno uku
zvinorema mwana wako
kurarama mai vasipo inyasha
ihi, zvinorema muchengeti
[pre-chorus: tongai moyo]
inga kwandiri kuno uku
zvinorema mwana washe
kurarama usipo inyasha
ihi, zvinorema izvo
inga kwandiri kuno uku
zvinorema mwana washe
kurarama usipo inyasha
ihi, zvinorеma izvo
wona kwaari kuno uku
zvinorema mwana wako
kurarama mai vasipo inyasha
ihi, zvinorema izvo
wona kwaari kuno uku
zvinorema mwana wako
kurarama mai vasipo inyasha
ihi, zvinorеma muchengeti
[chorus: tongai moyo]
chiuya wakabata mwenje, (mukati merima)
chiuya wakabata mwenje, (mukati merima)
chiedza ndiwe, (mukati merima)
rudo ndiwe, (mukati merima)
rugare ndiwe, (mukati merima)
mwenje ndiwe, (mukati merima)
peter ndiwe, (mukati merima)
nyasha ndiwe, (mukati merima)
obby ndiwe, (mukati merima)
tanaka ndiwe, (mukati merima)
bee ndiwe, (mukati merima)
mwenje ndimiwo, (mukati merima)
ihi hi
chiuya wakabata mwenje, (mukati merima)
chiuya wakabata mwenje, (mukati merima)
ukauya ndikakuonawo, (zvingaipei?)
ukauya ndikakubatawo, (zvingaipei?)
ukauya ndikakushandira, (zvingaipei?)
ukauya ndikakushandawo, (zvingaipei?)
ukauya ndikakurotawo, (zvingaipei?)
ihi hi
[chorus: tongai moyo]
chiuya wakabata mwenje, (mukati merima)
chiuya wakabata mwenje, (mukati merima)
chiedza ndiwe, (mukati merima)
rudo ndiwe, (mukati merima)
rugare ndiwe, (mukati merima)
mwenje ndiwe, (mukati merima)
peter ndiwe, (mukati merima)
nyasha ndiwe, (mukati merima)
obby ndiwe, (mukati merima)
tanaka ndiwe, (mukati merima)
bee ndiwe, (mukati merima)
mwenje ndimiwo, (mukati merima)
ihi hi
chiuya wakabata mwenje, (mukati merima)
chiuya wakabata mwenje, (mukati merima)
ukauya ndikakuonawo, (zvingaipei?)
ukauya ndikakubatawo, (zvingaipei?)
ukauya ndikakushandira, (zvingaipei?)
ihi hi
letras aleatórias
- letra de us - jackie jackrin
- letra de the road not taken - brian free & assurance
- letra de hide a justice - logy1
- letra de gotas de lidocaina - yhob fezco
- letra de bars league 4tel rückrunde - roselin
- letra de cold inside - parrotfish
- letra de zigzag - tuw4
- letra de ali tebe nema - branka stanarčić
- letra de meet trae romano - jcb lmn
- letra de śliski problem warszawskiego metra - double lightsaber