letra de raramo - tongai moyo
[verse 1: tongai moyo]
raramo yangu yaoma ini, (ndauya kwamuri senzira yekupona, ishe ndipeiwo simba ndiraramewoka)
[verse 2: tongai moyo]
hupenyu w-ngu yaoma ini, (ndauya kwamuri senzira yekupona, ishe ndipeiwo simba ndiraramewoka)
[verse 3: tongai moyo]
inga wani munondionao, (raramo yangu izere nekuchema, ishe ndipeiwo simba ndikundewooka)
[verse 4: tongai moyo]
pandinoposha munopaonao, (pandinoresva imi munopaonaoo ishe ndipeiwo simba ndinamateoka)
[verse 5: tongai moyo]
pane uyo wandakatadzira-oo, (undiregererewo iwee)
[verse 6: tongai moyo]
pane uyo wandakakanganisira, (undiregererewo iwee)
[verse 7: tongai moyo]
pakuguma kwaro pasi, (mundiregererewo isheee)
[chant 1: shiga shiga & tongai moyo]
eeee, yeee
simuka, simuka, simuka, simuka simuka, simuka, simuka, simuka, simuka, simuka
ho-ndiye, iye, ndiyeeee, ho-ndiye, iye, dhewaaa
ho-ndiye, iye, ndiyeeee, ho-ndiye, iye, tifamba sele
[chant 2: tongai moyo & shiga shiga]
eh-bothwell nyamhondera, number one
handei-so, handei-so, famba-so, bata pakidza, handei-so, handei-so, famba-so patapa sana
simudzai maoko mama, simudzai tifambe, simudzai maoko nkosa, simudzai tifambe
tokotoko, (hee yee)
tokotoko, (ah)
tokotoko, (ah ah)
tokotoko, (maihweee)
[chant 3: tongai moyo & shiga shiga]
eh, vasikana vasikana tisakangwe maposition sele, eh shiga pinda panyanga
hehe
sele mamama sele, (sele)
sele mabhebhi sele, (sele)
handei ipapo, (sele)
handei ipapo, (sele)
totana, (ndidhewa)
[solo bass guitar & vocals: spencer khumulani & tongai moyo]
spencer, spencer, spencer
show dem you are the boltcutter
[pre-chorus: tongai moyo]
raramo yangu yaoma ini, (ndauya kwamuri senzira yekupona, ishe ndipeiwo simba ndiraramewoka)
hupenyu w-ngu yaoma ini, (ndauya kwamuri senzira yekupona, mwari ndipeiwo simba ndiraramewoka)
inga wani munondionao, (raramo yangu izere nekuchema, ishe ndipeiwo simba ndikundewooka)
pandinoposha munopaonao, (pandinoresva imi munopaonaoo ishe ndipeiwo simba ndinamateoka)
pane uyo wandakatadzira-oo, (undiregererewo iwee)
pane uyo wandakatadzira-oo, (undiregererewo iwee)
pakuguma kwaro pasi, (mundiregererewo isheee)
[chant 4: shiga shiga]
handei tambe, tambe, mamaaneande, hoyo tambe, tambe, oyooiiieee
[rhythm & sub-rhythm guitar solo & outro: baba gari & willard loti]
letras aleatórias
- letra de minha maior riqueza - rodolfo abrantes
- letra de really bad guy - seung hee (승희)
- letra de coming home - bang yongguk (방용국)
- letra de wildin' - ali gatie
- letra de a tal da paz - malía
- letra de psalm 12:11am - lovkn
- letra de angel said - vinida feat. jony j
- letra de northside - blockstarbeezy
- letra de see through - the band camino
- letra de just keeps getting better - lovkn