letra de ndini ndinaye - takura (zim)
hook
ndini ndinaye
mwana wenyu ndini ndinaye
shewe ndini ndinaye
mudon wenyu ndini ndinaye
ahh
verse 1
ndozvazvino bhowera
system yako ye curfew
kungodai wawoneka
mira mhani iwe mhani
take it easy for me
i dont wanna do this on my own
yvy calm down
ndoda kuti uzodzokera when the sun down
bata pasi busser wine
hanty ndiwe wati une appetite
ini handinzwe mushe when you’re outtta sight
iwe usandi pushe running outta time
oooweee
mama needs a reason oouu
tell her ndina vashonhai
ndichauya naye makseni
ini ndichauya naye pa den
hook
ndini ndinayе
mwana wenyu ndini ndinaye
shewе ndini ndinaye
mudon wenyu ndini ndinaye
ahh
verse 2
saka ndichi protester
system yako yema depature
this time i won’t let you leave my side
saka if you wanna vibe you call my line
i’ll be on deck waiting for your love
i’ll be on deck waiting for your love yeaaah
bata pasi busser wine
hanty ndiwe wati une appetite
ini handinzwe mushe when you’re outtta sight
iwe usandi pushe running outta time
oooweee
mama needs a reason oouu
tell her ndina vashonhai
ndichauya naye maksen
ini ndichauya naye pa den
hook
ndini ndinaye
mwana wenyu ndini ndinaye
shewe ndini ndinaye
mudon wenyu ndini ndinaye
ahh
verse 3 : gze
two mabhuru, iyi tsvakirai kuno
tipirai tezvara tirikungwava rusambo
asi nhasi tirikutsvedza nebango, ma eats emudziva tozochipindira pa dance floor
ndiriku grinder naye tiripaguyo, chi slow motion achikurunga chiwuno
mhamba hwemazambiringa tichinzwa reggae tichiraura, tiri muchikepe keta ka dutty whine veta sele i’m just to score fanike pele, chibuda munhanga ndiravidze manhanga, special meat kuseva nehanga fanike safe s-x ndokuprotector dai matobvonga jembi amai mhofela tazadza rufaro seto supporter dembare, relationship goals paden patete hande
hook
ndini ndinaye
mwana wenyu ndini ndinaye
shewe ndini ndinaye
mudon wenyu ndini ndinaye
ahh
letras aleatórias
- letra de polaroid picture - slaine
- letra de strangers - i/o
- letra de sit enthroned - the school of worship
- letra de doktor f - fronda
- letra de every time you go away - single version - paul young
- letra de song for kelly huckaby (facts version) - death cab for cutie
- letra de intro (trash) - cro
- letra de manu - jean-louis aubert
- letra de no way to stop me - royce da 5'9''
- letra de for the stabwounds in our back - amon amarth