letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de ruregerero - nicholas zakaria

Loading...

[verse 1: zakaria & macheso]
ndak-mbira ruregerero zvikuru kwazvo
ndak-mbira ruregerero dzinza rekw-ngu
ndak-mbira ruregerero zvikuru kwazvo
ndak-mbira ruregerero dzinza rekw-ngu
imi makafa ini ndisati ndaberekwa
makafa nezvenyu zvakakuurayai
imi makafa ini ndisati ndaberekwa
makafa nezvenyu zvakakuurayai
ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
hatidi kutambudzana imi vedzinza rekw-ngu
ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
hatidi kutambudzana imi vedzinza rekw-ngu

[chorus: zakaria & macheso]
ukafa une shungu ngwarira k-muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa une shungu ngwarira k-muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa une kubatabata ngwarira k-muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu
ukafa une kubatabata ngwarira k-muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu
shungu dzako ndedzeiko muka uite mupenyu
kwete k-muka chipoko apo ndaramba
shungu dzako ndedzeiko muka uite mupenyu
kwete k-muka chipoko apo ndaramba
[verse 2: macheso]
seiko vedzinza muchidaro vana?
seiko vedzinza muchidaro vana?
seiko vedzinza muchidaro isu?

[chorus: zakaria & macheso]
ukafa neshungu ngwarira k-muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa neshungu ngwarira k-muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa nekubatabata ngwarira k-muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu

[outro: macheso]
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...