
letra de mwari dai - mr hugfan
mmm! mmm!
yeah! yeah! yeah!
eayeah!
chorus
ndoti mwari dai
ndaita zvakanaka
ndichengete amai
ndoita zvakanaka ndotenda ambuya
nababa
nehama
mwari dai
ndaita zvakanaka
ndichengete amai
ndoita zvakanaka ndotenda ambuya
nababa
nehama
verse 1
dzimwe nguva
husiku hunopera ini ndiri boi boi
ndakatarisa kuona pandiri
ndepandaifunga ndichange ndiri
pane mukaha nevafi vandorota
ndoda ndarama
ndine bizimusi
ne chikochikari
kana motokari
vamwe vezera vatova nemisha
asi zvese izvi zvingori zviroto
anotanda botso ari nani
tin0bika doro akaita nani
ko iniwo zvangu sarudzai
ndibikirei doro munyama upere
hupenyu madzoro asi ndakura
zvino mwari w-ngu tarirayi
amai vakura
ambuya vakura
ndisina chandinacho
chorus
ndoti mwari dai
ndaita zvakanaka
ndichengete amai
ndoita zvakanaka ndotenda ambuya
nababa
nehama
mwari dai
ndaita zvakanaka
ndichengete amai
ndoita zvakanaka ndotеnda ambuya
nababa
nehama
verse 2
pavе kuda vatambi vengoma nevarimbinyuki
kana ndaibata ini ndopangura
iwe zimhandara ridza hosho
kwenya mbira mukudzei
ndoda mukombe
toti toyi
ehunde
kunemi vadzimu
ehunde
muk-mbirire musikavanhu
ehunde
atambanudze hupenyu
toti toyi toyi
ehunde!
kunemi vadzimu
ehunde!
mukomborere vanhu
ehunde!
atambanudzirwe hupenyu
toti toyi toyi
zvino mwari tarirai
mbuya vakura
ndina chandinacho
vawedzerei mazuva
chorus
mwari dai
ndaita zvakanaka
ndichengete amai
ndoita zvakanaka ndotenda ambuya
nababa
nehama
mwari dai
ndaita zvakanaka
ndichengete amai
ndoita zvakanaka ndotenda ambuya
nababa
nehama
letras aleatórias
- letra de jekaterina - planet anm
- letra de slečna s kosou - sto zvířat
- letra de do or die - clika one
- letra de the art of war - the owls
- letra de good vibes only - jonah cruzz
- letra de folk-metaphysics - milo
- letra de denial waits (danny lohner remix) - ashes divide
- letra de vacios de fe - animal
- letra de #unikat - ambaras klika
- letra de wwyd - obeytharapper