letra de chimbonofunga - mic charmer
(intro : mic charmer & mr noxxa)
yo yo yo
nah nah nah (mic)
namr noxxa (yee) though you already know
(pre chorus: mic charmer & mr noxxa )
akangondida ndinopika
ndichava murume akagadzikika
mukukwira nemukudzika
k-magumo naye tichasvika
(chorus : mr noxxa )
oh mwana iwe chimiro chako
matauriro ako ndinokuda
chimbonofunga hazvina mhosva
zvikatora nguva
(verse 1 :mic charmer )
ndamixer kamoko kakanaka
chimiro matauriro zvese zvakabaka
ndabvunza zita andiudza ndonzi makanaka
ndamuudza nemoyo w-ngu wese ndinodisaa
asi, andiudza kuti anemufesi
pressure mi apply but andiudza no still
everyday mi call her you should have seen my phone bill
mwana uyu akanaka
asi
(pre chorus: mic charmer )
akangondida ndinopika
ndichava murume akagadzikika
mukukwira nemukudzika
k-magumo naye tichasvika
(chorus : mr noxxa )
oh mwana iwe chimiro chako
matauriro ako ndinokuda
chimbonofunga hazvina mhosva
zvikatora nguva
oh mwana iwe chimiro chako
matauriro ako ndinokuda
chimbonofunga hazvina mhosva
zvikatora nguva
(verse 2 : mic charmer )
ndobva ndafunga nezuro pandakarota tichichata
vanhu vakazara ,hama pamberi fata
achiti, “mwari abatanidza kuparadza zvakashata”
wakanditarisa mawoko angu wakabata
mumwe muskana ini handina
ndasiya zvanamarvis nacelina
hapana wandingade ukandida
kana ndinewe imba ndinomisa
asi
(pre chorus: mic charmer )
akangondida ndinopika
ndichava murume akagadzikika
mukukwira nemukudzika
k-magumo naye tichasvika
(chorus : mr noxxa )
oh mwana iwe chimiro chako
matauriro ako ndinokuda
chimbonofunga hazvina mhosva
zvikatora nguva
oh mwana iwe chimiro chako
matauriro ako ndinokuda
chimbonofunga hazvina mhosva
zvikatora nguva
( verse 3 : mr noxxa )
chokwadi ndechekuti ini ndakanakirwa
kujamba newe babie ndichakunakirwa
gimme a chance,gimme one dance
rudo rw-ngu harwusi rwekufadza maface
awayyy don’t say it’s too late
so i can be with you, what am i to do
(pre chorus: mic charmer & mr noxxa )
akangondida ndinopika
ndichava murume akagadzikika
mukukwira nemukudzika
k-magumo naye tichasvika(eyyy)
(chorus : mr noxxa )
oh mwana iwe chimiro chako
matauriro ako ndinokuda(ohh)
chimbonofunga hazvina mhosva
zvikatora nguva (mwana iweeee)
oh mwana iwe chimiro chako
matauriro ako ndinokuda
chimbonofunga hazvina mhosva
zvikatora nguva (zvakatora nguva)
(outro :mr noxxa )
chimiro ,makanakaa
eeh yeaaa(haha)
letras aleatórias
- letra de tonight we'll light ourselves on fire - cross my heart
- letra de yin & yang - iliyan iliev
- letra de sablier - mmz
- letra de where fire dwells - dialith
- letra de rage like a riot monkey! - dot dot curve
- letra de juventud de américa - seis pistos
- letra de extinction des astres (acte ii) - lord vo!d
- letra de closer - eleven past one
- letra de ku panggil namamu - the dance
- letra de tell me a lie - bokuwa